Bhora mutambo

Kwayedza - - Nhau Dzemitambo -

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCAF Champions League pakati peCAPS United neZamalek uriko nemusi weSvondo kunhandare yeNational Sports Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvino zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weCosafa Cup waiveko svondo rapera pakati pemaWarriors neMozambique nemusi weMuvhuro kuSouth Africa.

Douglas Garwe paMurehwa - Zimbabwe 3 Mozambique 1. *** Signal Abraham, Chinhoyi - Zim Warriors 1 Mozambique 0. *** 0778 478 040 - Warriors 2 Mozambique 1.

*** Clemence Mudhenga paAlaska - Zimbabwe 3 Mozambique 0.

*** 0782 468 978 - Zimbabwe 3 Mozambique 2, full time.

*** James Manjonjo, Harare - Zimbabwe 3 Mozambique 0.

*** 0777 034 550 - Warriors 3 Mozambique 1.

*** Sylvia Mwatsura, Harare - Zimbabwe 2 Mozambique 0.

***

Baba Vita paMagaba - Zim 2 Moza 0. *** Davison Tumba, Tongogara kuShurugwi - Zimbabwe 2 Mozambique 0.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.