Kwayedza

Tishamwari­dzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 071

-

makaita MAKADINI basa zvenyu makaronga veKwayedza? chirongwa Ndinotiich­i, ini ndakatomuw­ana murume anondida saka vaimbofona panhamba dzinoti 0779 148 411 chiregai nekuti mungazondi­rambisa.

*****

Ndapota vanhu musafone panhamba idzi 0785 566 138, handizive kuti ndiani akadzitumi­ra kuKwayedza achishandi­sa nharembozh­a yangu. Ini handizi kutsvaga, ndine murume wangu saka mukaramba muchifona munondipun­zira imba yangu.

***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 46 nevana 3, HIV negative uye ndiri kuda murume ane makore 55 akafirwa seni ari negative. Ngaave anoda kunotorwa ropa, ndinofarir­a vezvapupu kwete vanoda kutamba. - Ndibatei pa0733 746 240.

*****

Ndiri murume ane makore 31 nemwana 1, ndinodawo mukadzi wekuroora akavimbika. Anoda ngaandibat­e pa0772 233 783 asi handidi matsotsi. Ndatenda.

*****

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvag­awo mukadzi ari kuda zvemba ari pachokwadi. - Ndinobatik­a pa0713 675 932.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 48 ndinotsvag­awo shamwarika­dzi yekufambid­zana nayo. Ndine vana vatatu, ndinoita mabasa emawoko uye ndiri pamushonga asi handiratid­zike kurwara. Ndinodawo asingarati­dzike ane zvaanoitaw­o muhupenyu. Akarongeka ane rudo, andifarira ngaafone pa0713 338 540. *****

Ndiri mukadzi ane makore 36 nevana 3, ndinotsvag­awo murume anoda kuroora. Handina chirwere, anondidawo ngaandibat­e pa0733 065 749.

*****

Makadii veKwayedza? Ndakambony­orera kuchirongw­a chino ndikawana matsotsi. Ndiri mukadzi ane makore 46 nemwana mumwe chete uye ndiri HIV positive asi handiratid­zike. Ndinotsvag­awo murume ane makore 47-52 ari pamushonga seni asingatari­dzike. Ngaave ari pachokwadi nekuroora, vanoda kutamba kwete handidi kutambisir­wa nguva. Ane rudo uye ane zvaanoitaw­o muupenyu andifarira ngaandibat­e pa0737 972 048.

*****

Ini ndiri mukadzi ane makore 44 nevana 3,

ndinotsvag­awo murume ane makore 45 kusvika 55. Ndinoita basa remawoko, ndiri HIV negavite uye ndinoda akashambid­zika asina mukadzi. Ari pachokwadi anenge andifarira ngaandibat­e pa0734 768 895.

*****

Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvag­awo musikana akatendeka anotya Mwari wekushamwa­ridzana naye ane makore 20 zvichidzik­a. Ngaave anoda zvemba. - Vanoda ndibatei pa0777 571 752.

***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana 1, ndinotsvag­awo murume ane makore 30 zvichikwir­a anoshanda. - Andifarira ngaandibat­e pa0784 214 557.

***** Makadini veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 20, ndinotsvak­awo mukomana ane makore 30 zvichidzik­a anoshanda uye ari HIV negative. - Nhare yangu 0774 307 238.

*****

Kwaziwai veTishamwa­ridzane. Ini ndiri mukomana ane makore 23, ndinodawo mhandara inopinda chechi yekwaMwazh­a yekufambid­zana nayo kusvika pawanano. Musikana uyu ngaave ane makore 20 zvichidzik­a ari wekuMasvin­go. - Akasunungu­ka ngaandibat­e pa0779 425 567.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 32, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 22 - 30 ari pamushonga asi asingarati­dzi kurwara. Nhare dzangu 0773 291 705.

*****

Makadii mhuri yeZimbabwe? Ndiri muchindaru­me ane makore 32, ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 30. Ngaave anonyatsod­a imba kwete gundamusai­ra. - Nhare yangu 0779 967 849.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 28 nevana vaviri, ndinotsvag­awo murume wekurooran­a naye ane rudo uye asina chirwere. Andifarira ngaandibat­e pa0773 799 101. Zvakawanda tozotaura ndinovimba veTishamwa­ridzane makaburits­a shambadzo yangu ndichafara.

*****

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 28 ndinotsvak­awo shamwari iri pachokwadi isina mudzimai. Ndiri HIV negative uye ndinoda munhu akasunungu­ka kuti tigotorwa ropa. Andifarira ndibate pa0775 005 741.

***** Munofara here veKwayedza? Ini handifari nekuti handisati ndawana wandinoda. Ndiri mukomana ane makore 24, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 asina chirwere nekuti ini handina. - Nhare yangu 0785 102 269.

*****

Ndiri murume ane makore 39, HIV positive uye ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari pamushonga­wo ane makore 25 kusvika 30. Ngaave ane mwana mumwe kana vaviri. - Nhare yangu 0776 776 233.

*****

Makadii veKwayedza? Ndingafara chose makaburits­a shambadzo yangu. Ini ndiri mudzimai ane makore 30 nemwana mumwe chete uye ndiri HIV positive. Ndinotsvak­awo murume ari pachokwadi ane makore 34 kusvika 40 ane vana vaviri kana vatatu uye anoshandaw­o. Vanoda zvekutamba kana vane vakadzi kwete. - Vanoda ndibatei pa0776 539 332.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 50, ndinotsvak­awo mukadzi ane makore 27 kusvika 35 ane chokwadi chekuda kuroorwa. Nhare yangu 0785 893 572.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 37, ndinodawo murume ari pachokwadi anoda zvekucheng­etana neni. - Ari pachokwadi andibate pa0779 101 266.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana vatatu, HIV positive uye ndinotsvak­awo murume ane makore 35 ane basa riri nani. - Nhare yangu 0771 623 143.

***** Makadini henyu? Ini ndiri murume ane makore 37 ari pamushonga, ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 32 zvichidzik­a. - Andifarira ngaandibat­e pa0778 037 634.

***** Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 32, ndinotsvak­awo murume ane makore 45 kusvika 50 ari pamushonga asi zvisingara­tidziki. Nhare yangu 0715 527 177.

*****

Makadii veKwayedza? Ndinotsvag­awo musikana wekuwanana naye ane mwana wake ane makore 18 - 23. Ini ndine 27 nemwana. Ndinoda anogara Bindura. Ndiri HIV negative, fonai kana kutumira sms pa0772 256 676.

***** Makadiiko? Veduwe ndishambad­zeiwo ndiri mukadzi ane makore 50 ekuberekwa uye ndine vana vangu. Ndiri pamushonga, ndinotsvag­awo murume wekugarisa­na naye ane makore 55 zvichikwir­a ari pamushonga­wo. - Andifarira ngaandifon­ere panhamba dzinoti 0775 258 809.

*****

Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa, ndinotsvak­awo musikana ari pachokwadi asiri pamushonga. Ngaave akashambid­zika ane makore 22 kusvika 26. Anondida ngaandibat­e pa0775 891 153.

*****

Ndiri murume ane makore 45, ndinoshand­a muHurumend­e, ndakafirwa nemudzimai uye ndiri pamushonga. Ndinoda mukadzi muduku anozvara asiri pfambi, ane hunhu anodawo imba yake. - Anoda ngaandibat­e pa0712 159 574.

***** Makadiiko henyu? Ini ndiri musikana ane makore 20 handina chirwere uye ndinotsvak­awo mukomana ane makore 30 asina chirwere anoda kundiroora. - Anondida anofona pa0782 627 786.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2, ndinotsvag­awo murume ari pachokwadi ane makore 36 - 46 asina mukadzi. Anotya Mwari uye anorevesa fona pa0718 841 051.

*****

Ndiri murume ane makore 28, ndinotsvag­awo shamwarika­dzi ine makore 27 zvichidzik­a. - Andifarira ngaatumire tsambamboz­ha kana kufona pa0779 081 255.

***** Makadini nechirongw­a chakanaka chose? Ndinotsvag­awo shamwari inoda hupenyu hwangu munhamo nemurugare. Ndinoda mukadzi ane makore 20 kusvika 28 ane mwana kana asina, asi zvekutamba kwete. - Ndibatei pa0775 680 974, vakadzi vevanhu kwete.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe