Bhora mutambo

Kwayedza - - Nhau Dzevarimi -

VAVERENGI vanofarira nhabvu, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo wePremeir Soccer League uriko pakati peDynamos FC neChapungu nemusi weSvondo, kuRufaro Stadium neweFC Platinum neZPC Kariba neSvondo zvaka re kuMandava Stadium uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo wePremier Soccer League waiveko neMugovera svondo rapera pakat i peDynamos neNgezi Platinum Stars kuBaobab.

Clemence Witu, Kwekwe, 0715 402 143 - Ngezi Platinum 1 Dynamos 2.

Belate Mwalanga - Ngezi Platinum 1 Dynamos 1.

Mai Delia, Waterfalls - Bhora Mutambo: Dynamos 1 Ngezi Platinum 0.

Masunda Tinashe paZaka - Ngezi Platinum 1 - Dynamos FC 0.

0777 150 684 - Ngezi Platinum 2 Dynamos 1.

0777 877 523 - Ngezi 1 Dynamos 2.

Mai Vagoni, Karoi - DeMbare 2 Ngezi Platinum 0.

0734 061 640 - DeMbare1 Ngezi Platinum 0.

NdiTaona paChinhoyi - DeMbare 1 Ngezi Platinum 0.

Courage kuSouthlands - Ngezi Platinum 1 Dynamos 2.

Innocent Musokeri - Mutambo pakati peNgezi Platinum neDynamos musi weMugovera uchapera uri Ngezi Platinum 0 Dynamos 2.

Jorman Mutoko - Dynamos 0 Ngezi Platinum 1.

Kuda Musere, Ruwa - Ngezi Platinum 1 Dynamos 3.

Jonathan Dukwende, kuStoneridge - DeMbare 2 Ngezi 0.

Brighton Chihondo, 45 Dura Zengeza 1, Chitown - Dynamos 2 Ngezi Platinum 1.

Fanuel Musinhi , Mhondoro Ngezi - Ngezi Platinum 1 Dynamos 0.

Ngezi Platinum 1 Dynamos 2 - 0716 181 882.

Robert James, Goromonzi - Ngezi Platinum 0 Dynamos 0.

0776 894 921 - Ngezi 1 Dynamos 2.

Simbarashe Baynie Mudavanhu, Banket - Ngezi Platinum 2 Dynamos FC 2.

Moses Machengedza (Kugotsi), Mvurwi - Dynamos FC 2 Ngezi Platinum 0.

0734 048 727 - Dynamos inohwinha.

Webster, Chitungwiza - Ngezi Platinum 1 Dynamos 2.

0773 251 025 - Ngezi Platinum 2 Dynamos 1.

0776 067 691 - Dynamos 1 Ngezi Platinum 0.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.