CHISHONA CHAKANAKA

Kwayedza - - Denhe Reruzivo -

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako. * * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Mavara akakanyaniswa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Uchishandisa rubatsiro rwemazwi anotsanangura akapihwa, chironga mavara akakanyaniswa kuti areve chinhu.

1. grumugui – mwedzi wegore (gumiguru)

2. uukh – dzine makushe nenzondora (huku)

3. ndhunu – musha wemago (nhundu)

4. cukihim – mwedzi wegore (chikumi)

5. avizt – mwedzi wegore (zvita)

***

ZVAKABVA KUVANA:

Trevor Nyahuku, Nyamauru High

School, Mutare – 1. gumiguru;

2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi;

4. zvita

***

Nicolas Baka, Chi-town – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu;

4. chikumi; 5. zvita

***

Fortune M, Grade 7 Farai Primary School, Seke 1 – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita

***

Gugulethu Panashe Gumpo, Grade 6 Nyanhewe Primary School, Kariba – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita

***

Mupipa, Zimbiru Primary School, Grade 5, Domboshava –

1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu;

4. chikumi; 5. zvita

***

Shawn Chisora, Tangenhamo Primary, Zengeza, Chitungwiza –

1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu;

4. chikumi; 5. zvita

* * *

Lennety Dangaranga, Mayo 2, Rusape – 1. Dota; 2. mapfihwa; 3. rusero; 4. mutswi; 5. zhizha

* * *

Tracey Marange, Mutare – 1. Gumiguru; 2. huku; 3. nhundu;

4. chikumi; 5. zvita

* * * Pfachapfacha, Karoi – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita.

* * *

Esther Chigwaro – 1. gumiguru - mwedzi wegore; 2. huku - dzine makushe nenzondora; 3. nhundu - musha wemago; 4. chikumi - mwedzi wegore; 5. zvita - mwedzi wegore

* * *

Munashe Makumbe, Chitungwiza – 1. gumiguru; 2. huku

* * *

Nyasha Manhanga, Budiriro – 1. gumiguru; 2. huku; 3 . . .; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

Decide Chidzedze, Budiriro – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

Tirivashe Mwaeni, Kwekwe – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

Luke Ngonidzashe Nyamburi, Mutoko – 1. gumiguru; 2. huku; 3. ndunu; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

Chena Maporisa Matches, Sunningdale, Harare – 1. gumiguru;

2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi;

5. zvita

* * *

Multi Mankind Buddah, Chitungwiza – 1. gumiguru; 2. huku;

3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

Mercy Chitsika, 12321 DZ Ext –

1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu;

4. chikumi; 5. zvita

* * *

Nyaradzai Jaji, Mutoko – 1. gumiguru; 2. huku; 3. dhunu; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

Mai T1 – 1. gumiguru; 2. huku; 3. nhundu; 4. chikumi; 5. zvita

* * *

0738 814 049 – Aiva madziva ava mazambuko.

* * *

Mtimwah Simba, Macheke – Kurembera kuri nani pane kudhonha.

* * *

0714 197 122 – Ane ganda ane nyama hazvienzani neasina.

* * *

Beatrice Nzwetu – Ane ganda ane nyama hazvienzani neakabata hohwa.

* * *

Munashe Makumbe, Zengeza 2 High School – Chisingapere chinoshura.

***

ZVEKUITA SVONDO RINO: Mavara akakanyaniswa aya anogadzira izwi rinoreva zvakatsanangurwa. Uchishandisa rubatsiro rwemazwi anotsanangura akapihwa, chironga mavara akakanyaniswa kuti areve chinhu.

1. evnyhe - muriwo unowanikwa nguva yeZhizha (nyevhe)

2. ereder - muriwo unorera unobikwa nehundi kana soda (derere)

3. ihcuh - hunogadzirwa nenyuchi (huchi)

4. uynam - sadza rakarara (munya)

5. tamuraku - nzungu, nyimo nechibage zvakafashaidzwa pamwe chete (mutakura)

*** Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.