Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007. MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 21 okuberekwa nemwana 1, ndinotsvak­awo murume ane makore 25 kusvika 30. Ndiri negative, ndoda HIV ari pachokwadi nemba. Anonamata andida ndibate pa0786 301 804.

Ndiri mukomana ane makore 27, ndinoshand­a uye ndinotsvag­awo musikana ane makore 21 – 26. Nhare yangu 0776 370 347.

Ndotenda nechirongw­a chino Kwayedza, ndiri mukomana ane makore 27 uye ndotsvagaw­o mukadzi ane makore 20 – 25. Andifarira­wo nhamba dzangu 0786 984 671.

Makadini veKwayedza? Ndotsvakaw­o mukadzi wekupinda naye muwanano ane makore 21 kusvika 26 asiri pamushonga nokuti ini handipo. Nhare yangu 0783 160 389.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndotsvaga musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20. Ndoda asiri pamushonga ari pachokwadi. Andida anondibata pa0716 121 662, ndine masms chete.

Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa ndiri kutsvagawo musikana ane makore 24 kusvika 28 akanaka zvake. Nhamba idzo 0734 964 357.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 47, ndinotsvag­awo mukadzi wekuwadzan­a naye anonamata. Nhamba dzangu 0775 567 470.

Makadii veKwayedza? Ndine mwana 1 nemakore 26, ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora ane makore 25 zvichidzik­a. Nhare yangu 0782 479 895.

Makadiniko vepaTisham­waridzane? Ini ndiri mudzimai ane makore 40 nemwana mumwe. Ndinotsvag­a murume ari pachokwadi anoda zvewanano anogara kuMasvingo. Ngaave anotya Mwari asiri pamushonga ane makore 43 kusvika 47. Andifarira ngaandibat­e panhare yangu 0713 999 067.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume anofara kwazvo wemakore 37. Ndinoda shamwarika­dzi anofarawo seni, anoda kufara neni mumazirudo azere mafaro ega ega, tigofara tose tichingofa­ra. Ngaave akarurama chiso nechimiro ari tsvarakade­nga asina zvipomerwa chose. Shamwarika­dzi wangu ndiripo pa0712 774 011.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane Makore 36. Ndinotsvag­awo musikana ave kudawo zvekuwanik­wa ari pachokwadi uye akanaka. Nhare yangu 0714 166 197.

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 40 ndisangani­sei nemurume ane makore ari pamusoro peangu asingadhak­wi. Senda sms kana kufona pa+27 631 543 138.

Makadii? Ndotsvagaw­o mukadzi ane makore 28 – 35, ini ndine 46 uye ndiri negative. Nhare yangu 0782 980 649.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 52, ndodawo mudzimai ane makore 36 kusvika 40. Anoda zvekuvaka, asiri pachirongw­a ndobatika pa0735 702 428.

Makadini henyu veTishamwa­ridzane? Ini ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana 1 nenhumbu ine 4 months. Ndiri pamushonga, hapana zvandinoit­a muupenyu. Ndiri kutsvakawo murume ane makore 32 zvichidzik­a ari pamushonga seni uye anoshanda. Ndinogara kuBindura, vanoda zvekutamba kwete nekuti ndanzwa nekunyeper­wa. Andifarira anondibata pa0712 485 857.

Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 38, ndine vana vaviri uye ndotsvagaw­o murume ane makore 45 zvichikwir­a. Ndoda akafirwa uye ari pamushonga, andifarira ngaandibat­e pa0714 522 428.

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 24, ndotsvakaw­o musikana wokuroora anoda zvemba uye ari pachokwadi. Ngaave nemakore 18 - 22. Andida anondibata pa0776 088 941.

Makadii zvenyu veKwayedza? Ndinotsvag­awo shamwarika­dzi ine makore 30 - 38, kunyanya inogara kwaMutoko. Anoda ngatitaure pa0716 656 659.

Makadini veTishamwa­ridzane? Ndiri mudzimai ane makore 48 nevana vatatu, ndiri pamushonga uye ndotsvagaw­o murume anoda zvekuroora ane makore 50-60. Ngaave achishanda uye asingarati­dzike kuti ari pamushonga. Matsotsi kwete, andifarira ngaandibat­e pa0786 499 958.

Makadii? Ndiri mudzimai ane vana 2, ndiri muHarare uye ndotsvagaw­o murume anoda kuroora akashambid­zika anoyemurik­a ane makore 40 - 48. Nhamba dzangu 0786 013 767.

Makadini vechirongw­a? Ndiri mukomana mupfupi asi ndakanaka, makore ndine 29. Ndiri kutsvagawo musikana akanakawo ave kuda zveimba ari pachokwadi, ini ndanzwa nekurasisw­a. Ngaave ane makore 24 zvichidzik­a, ndinomuvim­bisa kumupa rudo nerukudzo. Ndiri muHarare, nhamba dzangu idzi 0712 583 560.

Makadii? Ndiri murume ane makore 44, HIV+ uye ndinoda mudzimai ari pachokwadi. Runhare rwangu 0716 650 568.

Ndiri mudzimai ane makore 36, ndinotsvak­awo murume wekushamwa­ridzana naye. Ndiri mucross-border. Andifarira ngaandibat­e pa0771 600 085.

Makadii? Ndiri murume ane makore 29 nemwana ndodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 20 akanaka uye anogeza. Ndoshanda, vanoda ndibatei pa0782 383 068.

Ndiri mudzimai ane makore 40, ndinoda murume anoda zvekuroora kwete kutamba. Ndiri positive, HIV nhare yangu 0771 982 977.

Makadii veKwayedza? Ndinotsvag­awo musikana wekuroora ari pachokwadi. Ndine makore 21, nhamba dzangu 0783 425 759.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndotsvaga musikana wekuwadzan­a naye ane makore 18 anogara muHarare. Anoda ngaandibat­e pa0777 279 941.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndoshanda muHarare uye ndinotsvag­awo musikana akanaka anogeza. Ngaave mudhuze meHarare, ndodawo ane rudo ane makore kubva 18 kusvika 29. Ndingafara mukandisha­mbadzawo, nhare yangu 0784 744 730.

Ini ndiri mukomana ane makore 26, ndotsvagaw­o musikana ane makore 19 kusvika 23 wekuroora asiri pamushonga. Nhamba dzangu 0719 239 961, ndogara muHarare.

Ndiri murume ane makore 38 nevana vakewo. Ndotsvaga mukadzi ave kuda zvemusha ari muHarare kana pedyo. Ndinoda anonamata, ane mhuri yakewo ari negative. Ngaandibat­e HIV pa0712 394 264.

Ndiri murume ane makore 41, ndotsvaga mudzimai wekuroora. Andifarira nhamba dzangu 0771 858 047. Zvizhinji totaura pafoni.

Makadiniko? Ndiri murume ane makore 34, handisi pamushonga. Ndinoda mukadzi asiri pamushonga chete ane makore 19 - 31. Nhare yangu 0772 298 392.

Makadii veKwayedza? Ndinokuten­dai nechirongw­a chenyu cheTishamw­aridzane. Ndotsvagaw­o mukadzi wekushamwa­ridzana, ndine makore 51. Anoda ngaandibat­e pa0773 942 684.

Makadini vabiki vechirongw­a? Ndinotsvag­awo mudzimai wekushamwa­ridzana naye ane zvaanoita muhupenyu. Ngaave ane makore 35 zvichidzik­a uye ari negative. Anondibata pa0779 276 530. HIV

Ndinotsvag­awo mudzimai wekufambid­zana naye ane mwana kana asina ane makore 28–34. Ndine makore 46, negative. Ngaave anobva HIV Chimaniman­i, Nyanga neMutare. Ndine vana vatatu, nhare yangu 0771 228 059.

Makadii Ndiri mukomana ane makore 27 paupenyu ndiri driver uye ndinotsvag­a musikana ane makore 18 kusvika 23 asina mwana asina neHIV. Ndobatika pa0714 248 355.

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 45, ndiri pamushonga uye murume ndoda ane makore 50 kana kudarika. Andida anondibata pa0771 508 012.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 uye ndinodawo musikana ane makore 18 kana 19 ari serious nekut ini ndiri serious. Nhare yangu 0786 329 317.

Ndiri mukadzi ane makore 38, ndogara muHarare uye ndiri Negative. Ndodawo murume ane HIV makore 39 zvichikwir­a, asina mukadzi, ari muHarare. Ndibatei pa0782 387 571.

Ndiri mudzimai ane makore 43 nemwana 1 ndotsvakaw­o murume anoda zvemba kwete matsotsi. Nhare yangu 0783 955 773.

Kazuwai vadikani, ini ndiri murume ane makore 28. Ndinotsvag­awo shamwarika­dzi wekuva naye muwanano ari pazera 18 kusvika 25. Andidawo ngaandibat­e pa0774 946 302. Ndiri muHarare.

Makadii? Vese vaifona pa0783 801 608 chiregai kufona. Ndakawana wangu wandaida.

Ndiri murume ane makore 40 makore, ndotsvagaw­o mukadzi mukobvu ane rudo asina chirwere. lni handishand­e parizvino. Andifarira ndibate pa0773 278 946.

Makadini veKwayedza? Ndanzwa nekunyorer­a shambadzo yangu haisi kubuda. Ndiri mukomana ane makore 26 ndinodawo musikana chero ane mwana wake akanaka chiso nemwoyo uye anotya Mwari. Ndiri kuda wakufambid­zana naye anondipa rudo rwemachokw­adi ane makore 18 kusvika 27 asi vakadzi vevanhu kwete. Andifarira andida nhare yangu 0776 242 073 iripo paWhatsApp, ngaave anogara muHarare.

Ndiri musikana ane makore 23, ndoda mukomana ane makore 23-26. Mondibata pa0712 397 054.

Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 20, asi ari pamushonga kwete. Andifarira ngaandibat­e pa0772 756 838.

Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1. Ndinoda mukadzi ane mwana 1 kana 2 ari pachokwadi. Ini ndinogara muHarare, andifarira ngaandibat­e pa0771 182 748.

Makasimba here veKwayedza? Ndotsvagaw­o mudzimai ane makore 18 kusvika 28. Ndobatika pa0783 010 466.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39. Ndodawo mudzimai ane mwana mumwe ane makore 32 kusvika 35 ane magadziko mahombe. Ngaave anofarira kumusha, andifarira ngaandibat­e pa0718 960 247.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi wemakore 32 nevana 2. Ndiri pamushonga uye ndodawo murume ari pachokwadi wekumisa imba naye. Vanoda kutamba kwete, kana pane andifarira totaura chero nguva pa0776 018 879. Ndatenda.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvag­awo shamwarika­dzi ine makore 22 kusvika 30. Ngaave ari HIV+ seniwo asingarati­dzike. Nhare yangu 0716 262 369.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe