Navigated
Kwayedza
Kwayedza

Kwayedza Periódico Suscripciones en Línea

o

¡Suscribirse a Select

15 ediciones de periódicos o revistas a tu elección cada mes

Consigue esta edición

Kwayedza, 17 Julio 2026

Descripción

Kwayedza periódico está disponible para leer en línea con PressReader. Descarga el número actual para leer más tarde o navega por los números anteriores de Kwayedza en el archivo.

Categoría

En esta edición

ArticleZIM YOSIMBARADZA KUENZANISWA KWEMIKANA MUNYAYA DZEDZIDZO

HURUMENDE, kuburikidza nebazi redzidzo yepurayimari nesekondari, yakaparura chirongwa chiri maringe neongororo yakaitwa muzvikoro yakatarisana nenyaya dzekusimbaradza kuenzaniswa kwemikana pakati pevadzidzi vechisikana nevechikomana uye kutsigirwa...

ZIM YOSIMBARADZA KUENZANISWA KWEMIKANA MUNYAYA DZEDZIDZO

ArticleNgatikoshesei kwatinobva

VAKURU vane tsumo inoti ziva kwawakabva mudzimu weshiri uri mudendere, inova yakadzama zvakanyanya kana pachitariswa zvainoreva. Tsumo iyi inotaridza kukosha kwokuti munhu nemunhu azive kwaanobva uye kuti asasvike pakuvarairwa, achikanganwa kuti mune...

Ngatikoshesei kwatinobva

ArticleVana vaviri vatsakatika vari pamba

KUNE mhuri mbiri — yekwaMutare neyekuMasvingo — dzakashaya vana vaviri, vose vane makore matatu okuberekwa, avo pari zvino vari kutsvagwa nemapurisa pamwe chete nevabereki vavo. Mumwe wevana vari kutsvagwa ava anonzi Nathaniel Ngirichi, uyo aigara...

Vana vaviri vatsakatika vari pamba

Article‘Hatifi takadzokera kuSouth Africa’

ZVIMWE zvizvarwa zvemuZimbabwe zviri kubva kuSouth Africa zvinoti hazvifi zvakadzokera kunyika iyi, zvichitsanangura kushungurudzwa kwakanyanya kwazvakasangana nako ikoko. Vari kudzoka ava vanotizve mapurazi akawanda ekuSouth Africa anogona kusangana...

‘Hatifi takadzokera kuSouth Africa’