Navigated
Kwayedza
Kwayedza

Kwayedza Giornale Abbonamenti Online

o

Iscriviti a Select

15 numeri di giornali o riviste a tua scelta ogni mese

Ottieni questo numero

Kwayedza, 29 ma 2026

Descrizione

Kwayedza giornale è disponibile per la lettura online con PressReader. Scarica il numero corrente per leggerlo più tardi o sfoglia i numeri arretrati di Kwayedza nell'archivio.

Categoria

In questa edizione

ArticleBABA VOKUMBIRA BONDE KUMWANASIKANA (44)

MUDZIMAI ane makore 44 okuberekwa anogara kwaDhonoro, kuEpworth, kumusha achibva kuMhondoro-Ngezi, anoti atambudzwa nababa vake avo vane katsika kekupota vachimukumbira bonde nguva dzose dzavanoonana naye. Lizzy Munetsi, uyo asina kuwanikwa uye...

BABA VOKUMBIRA BONDE KUMWANASIKANA (44)

ArticleZIM YOSIMBARADZA GADZIRIRO YEKURWISA EBOLA

ZIMBABWE iri kutora matanho akasimba ekudzivirira uye kurwisa chirwere cheEbola, icho pari zvino chakanyuka muDemocratic Republic of Congo (DRC) pamwe chete neUganda. Izvi zvinotevera kuziviswa kwakaitwa nesangano reWorld Health Organisation kuti...

ZIM YOSIMBARADZA GADZIRIRO YEKURWISA EBOLA

ArticleKubatana kweAfrica kwakakosha

NOMUSI weMuvhuro svondo rino, Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika dzose dzemuAfrica mukupemberera Africa Day, rinove zuva rakakosha zvikuru sezvo richitondedza nhoroondo yerusununguko pamwe chete nekubatana kwenyika dzemudunhu iri. Vamwe vanogona kuona...

Kubatana kweAfrica kwakakosha

ArticleMURUME (21) TASA PADZIWO REMUBHAWA

MURUME ane makore 21 okuberekwa wekwaSabhuku Macebo, kwaMambo Malisa, kuSilobela, kuKwekwe, akabaiwa nebanga mudziwo remubhawa, izvo zvakakonzera kuti azofe mushure memazuva mashoma. Mutauriri wemapurisa mudunhu reMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko,...

MURUME (21) TASA PADZIWO REMUBHAWA

ArticleGororo rine pfuti rabatwa rakahwanda muchibage

GORORO rainge rarura nekubira vatyairi vedzimotokari rakapakata pfuti pamugwagwa rakazobatwa rakavhumbama pakati pemunda wechibage mushure mokunge rahwanda apo rainge rabira mumwe mutyairi US$50 kuBulawayo. Mbavha iyi yakakwidzwa motokari nemumwe...

Gororo rine pfuti rabatwa rakahwanda muchibage