ArticleKuromba kuzvisikira moto muziso
MAZUVA ano vanhu vakawanda vari kuita mabhindauko akasiyana-siyana nechinangwa chokuti vawane raramo. Mukuda kuwana raramo umu, kune vamwe vari kupedzisira vafuririka, vave kutsvaga mishonga kana kuti kuromba, vachifunga kuti kana vadaro vanozowana...