Navegado
Kwayedza
Kwayedza

Kwayedza Jornal Subscrições Online

ou

Assine a/o Select

15 edições de jornais ou revistas à sua escolha por mês

Obter esta edição

Kwayedza, 14 Agosto 2026

Descrição

Kwayedza jornal está disponível para ler online no PressReader. Descarregue a edição atual para ler mais tarde ou consulte as edições anteriores de Kwayedza no arquivo.

Categoria

Nesta edição

ArticleMURUME (24) OKWATUKA GANDA ABA MURAMBA MUMAMBURE

MURUME wechidiki, Moreblessing Kakova (24) — uyo anogara kuHopley, muHarare, kumusha achibva kuMozambique — anoti aona ndondo nekukwatuka ganda pamwe nekusvuuka mushure mekuba muramba nemambure kuTrelawney, kwaZvimba. Kakova anoita basa rekubata hove...

MURUME (24) OKWATUKA GANDA ABA MURAMBA MUMAMBURE

Article‘MUSAVHUNDUKE PAMUSORO PECHIRWERE CHEDZIHWA’

BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti voruzhinji havafaniri kuvhunduka kana kutya zvichitevera kuwanda kuri kuita vanhu vari kubatwa nechirwere chechidzihwa, icho chinozivikanwa zvakare nokunzi furuwenza, munyika sezvo chinowanzoenderana nemwaka...

‘MUSAVHUNDUKE PAMUSORO PECHIRWERE CHEDZIHWA’

ArticleMakore matatu murume achirikitwa nemudzimai

Vanhu vari kuti kurohwa nemukadzi wakadyiswa, ko kurohwa nemurume kudyiswazve here? Zvikaitwa nevarume ndizvo asi zvikaitwa nevakadzi kudyiswa? — Shelly Marauka ******* Ibvapo unovaka pamwe. Musiye aripo mukadzi iyeye tigoona kuti anosara achirikita...

Makore matatu murume achirikitwa nemudzimai

ArticleMazuva emagamba mauto akakosha

ZVIZVARWA zveZimbabwe nomusi weMuvhuro zvakabatana mukucherechedza zuva remagamba (Heroes Day), ndokupemberera zvakare remauto (Zimbabwe Defence Forces Day) neChipiri. Mazuva maviri aya akakosha munhoroondo yeZimbabwe nokuti maari ndimo munobva hwaro...

Mazuva emagamba mauto akakosha

ArticleMotokari ine chitunha yabatira moto

******* Kutanga kutsvira pano panyika, ko kuzoti kuri kuendwa? — Innocent Sigangeni ******* chitunha chikati handiendi kumusha! — Obamasmazh Zhinex ******* A-aa, zvino hachina kutsva here chitunha chacho? — Zamburan Gwande ******* shame!—...

Motokari ine chitunha yabatira moto