H-METRO FEEDBACK
WhatsApp/Sms 0773 928 026 0774 186 242
Iyeye mwana wavanaye chikomborero inga mai vangu vaneni ndega wani let her be siyai Madam Boss arohwe nemhepo. H-Metro momunyanyirawo. - Harue Nyasha Zvoushe.
Kkkkk miscarriage moiziva here or moita yekufungidzira musadadire mwana. Madam Boss, from January to December kutambisa body kubva pandakatanga kumuziva saka miscarriage yacho ndirini? She was busy chasing fame and forgetting that time is moving let’s be honest. - Vimboe Matavire Moyo.
People busy saying “respect women” H-Metro because panyorwa zvemiscarriage kuita sezvinonzi H-Metro ndiyo yataura kuti MB miscarried, vakazvitaura vega kana vaida privacy vaizvinyorerei paFacebook? Pabepa nhau pane nyaya hombe yababa vanoraper vana vavo noone noticed it. - Melinda Getsi.
Can the SRC and ZIFA settle their differences please, we want FIFA to lift its Ban for the benefit of the young and talented players in this country, we are tired of this cat-and-mouse game between these two offices. Worried. - ZISUPA REGREEN.
The story of this Kadoma monster father should not go alone. This is a sign that many families are being abused by their relatives. A father having sex with his own children, it’s pathetic. Whatever the reasons, breaking your children’s virginity and trying to give an impression it’s normal defies logic. Worse still, to then boast that you are going to be rich. Can riches come through sleeping with your children? Nemiwo vanorombesa vacho hamusi makuzvinyanya here, kupa munhu mhiko, yekuti rara nemwana wako? - Lala.
Relationship issues must not be allowed to spill into the public domain. The bedroom is the best place to solve and resolve husband and wife problems. Love should not hurt. - Tawanda Mhlanga, Dangamvura.
Vapostori showed and proved that they are well off. Society should not look down upon them. - Tawanda Mhlanga.
Liverpool Football Club on sale. I hope it will get buyers who are interested in building a very strong side. - Libert Mahoso.
Haa Mapositori kuya kumasowe nechikopokopo. Vanhu ava vanotarisirwa pasi, hanzi varombo vane nhamo, makadadisa vanhu vechishanu. - Libert.
Helicopter , horses and Hummer at shrine. Mazuva ekupedzesera kuchamuka ana Christ vazhinji venhema uye vacharasa vanhu. Pasowe hapadiwe mudziyo wesimbi. - Reader.