H Metro

I’M A HANDSOME MAN

⚫ Sir Wicknell torches huge storm ⚫ Says he is in Zuckerberg’s league

- Latwell Nyangu - Sky

HE says he might not be a model but he certainly is a very handsome man who is more intelligen­t than many people.

Sir Wicknell feels he is a rare breed, when it comes to intelligen­ce, he is in the same league as Facebook founder Mark Zuckerberg and Microsoft founder Bill Gates.

“Zvimwe zvese mungandiku­nde henyu, mari yenyu yakawanda kune yangu, mune madegree uye maidzidza kunana Peterhouse

ini hangu ndiri kumusha pa mission school and imimi makaonda mune masix pack

nezvimwe zvese zvamungade ndinobvuma hangu but paHandsome pfacha neIntellig­ence IQ zvinhu two izvozvo chete ipapo ndino kukundai nekure.

“Ne Form Two yangu iyoyo ndine kodzero yekunogara mhiri nana vaZuckerbe­rg naVaBill Gates ndozvikwat­a zvangu zviya.”

As expected, his post has been met with mixed reactions.

⚫ Here are some of the comments:

“I agree pa knowledge apo Mudhara you are miles ahead ndakambota­ura nemi back in 2017 pa Sam Levy Village haaa the whole conversati­on was all about money, progress in life etc . . . enjoy your vacation my brother from Balantyne Park to Dubai. - Ngoni Muntari Ngwena.

***

At least you are maturing wakaona kuti bragging ‘‘nemari yekuba’’ chibharanz­i, plus zvawandirw­a ukati rega ndichinje mupaka. Hilary Gumbo Junior.

***

Ndakakura ndichingon­zi Sir Wicknell imbavha, whenever I saw you or your Pic like this ndotongoti mbavha iyi, apa hamusi mbavha Chirandu. - Danny Dembetembe.

***

Manyanyofu­ngei ko nhai vaWikinero­o zvomozviit­a mazvikokot­a panjere? - Norman Mtangadura.

***

Be proud of who you are zvenyu SIR chandada munodada nezvamuri rambai makadaro zvenyu you are looking good. - Ropafadzo Marondo.

***

Muri very intelligen­t and smart makavarova mari mapedza mukavarova ne dombo remuteuro then you sue them madzibaba ka.

- Kuda Thula Choto.

***

Horaiti Wicknero, you are 100 percent correct njere idzodzo chidzishan­disa to get into shape we don’t want all that knowledge to go to waste whilst struggling with health issues.

- Tendai WeNyasha Ndhlela.

***

Hongu IQ bhoo but izvozvi kuno hakuna magetsi. - Tafadzwa Mukwazhe.

***

My question to you Sir Wicknell is how did you get rich? If there’s a book about your journey to become a very successful businessma­n, kindly share it with me zvimwe ndingaswer­ewo ndatenga muchovha wangu.

Zw.

 ?? ?? SIR Wicknell
SIR Wicknell

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe