Bhora mutambo

Kwayedza - - Nhau Dzemitambo -

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peDynamos neCAPS UNITED nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weChibuku Cup semi-final waiveko pakati peHarare City neHighlanders nemusi weMugovera kuRufaro Stadium svondo rapera. Mumutambo uyu, Harare City yakahwinha 2-0.

Pome Muzhonoterwa, Mtora, Nembudzia, Gokwe - Harare City 1 Highlanders 2.

Michael Muzembi, Masvingo - Highlanders 1 Harare City 0.

Ndini - Ba-Nengikosi Tshababa, Gweru - Highlanders 2 Harare City 1.

0771 254 711 - Harare City 2 Highlanders 0.

Peter, kuMadziva - Harare City 2 Highlanders 1.

Mashoko Chikuku, Chidyamakono School, Dhume Village, Chivi - PaBhora mutambo: Harare City 2 Highlanders 2, then mapena 4-5.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.