CHISHONA CHAKANAKA

Kwayedza - - Denhe Reruzivo -

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers. co.zw kana patrick.shamba@zimpapers. co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * * MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Mavara kana ruvara rwezvinhu rwunosheve­dzwa zvichiende­rana nechiri kutaurwa. Semuenzani­so mbudzi nhema, dombo dema. Tipe mazita eChiShona emavara (colours) akanyorwa mururimi rweChiRung­u.

1. brown – shava

2. grey – pfumbu

3. white – chena

4. black – dema

5. red – tsvuku

*** ZVAKABVA KUVAVERENG­I: Mathias Tereka, Mudzi, Mutoko – 1. brown - brown; 2. grey - pfumbu; 3. white - chichena; 4. black - chisvipa; 5. red - chistvuku

***

Mildred Tanyaradzw­a Charwadza Dube, Form 1 at Terence Cicil Hardy High – 1. katsvukuru­ka; 2. dota; 3. chena; 4. yakasviba; 5. tsvuku

*** Nyaradzo Maburuse, Chingombe 1 Sec School, Gutu – 1. svundu; 2. pfumbu; 3. chena;4. tema; 5. tsvuku.

***

Trymore Chinongoza, Chingombe 1 Sec School, Gutu – 1. svundu; 2. pfumbu; 3. chena; 4. tema; 5. tsvuku.

***

Perceival Chinongoza, Chingombe Primary School, Gutu – 1. svundu; 2. pfumbu;

3. chena; 4. tema; 5. tsvuku.

*** Munashe Chinongodz­a, Chingombe Primary School, Gutu – 1. svundu; 2. pfumbu; 3. chena;4. tema; 5. tsvuku.

*** Phantom Chinongoza, Chingombe Primary School, Gutu – 1. svundu; 2. pfumbu;

3. chena; 4. tema; 5. tsvuku.

***

Brenda Nyatsika Success College, Hatcliffe, Borrowdale 1. kofi; 2. pfumbupfum­bu; 3. chena; 4. dema; 5. tsvuku.

***

Tinashe Violet Nyamhindu, Grade 5D, Pafiwa Mutasa Primary School – 1. shava;

2. pfumbu; 3. chena; 4. svipa; 5.tsvuku.

***

Mandiyanik­e Norman, Grade 4C, Pafiwa Mutasa Primary School – 1. shava;

2. pfumbu; 3. chena; 4. svipa; 5. tsvuku.

*** ZVEKUITA SVONDO RINO:

Tipe sungawirir­ano inoenderan­a nezita riri kutsanangu­rwa nechipauro.

1. gudo - tsvuku

2. nyoka - dema

3. ivhu - kobvu

4. huni - kobvu

5. jira - chena ***

Onai mhinduro svondo rinouya. . Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007. ***

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.