Kwayedza

Zvaireva mazita evarwi vehondo

- Munyaradzi Gunduza

TI NOPE DZ ISAz vi dz i dz oz v in obv am una Kuda Mu hondo svondo rino.

Chinhu chinonzi kuteerera murawo chaikosha zvikuru muhondo – vanhu pavanoenda kunopotera kuMozambiq­ue vanoudzwa naKomuredh­i Pedzi kuti vafambe vakaita mudungwe vachiti patsika mumwe ivo votsikawo vachangobv­a pabhodha asi vamwe vanotadza kutevedzer­a chimiso i chi. Iz viz vi no it a ku ti vase reva sin akut ever a var asik ir wen eh up enyu vaputikirw­a nezvimbamb­aira.

Chinangwa chehondo chaive chekuti vazukuru venyika yeZimbabwe vazogare zvakasunun­guka – zvinonzi, “Umbw end ehu nos h ore sa,munh uh a an ga si yen ha kay eu mb wen de .” Magamba akatsidza ku tiz va ive nan ik up erek ufa vo se pane ku ti vaz os horw an evazu ku ru vavo va chinzi dz a ive mbwende.

Hondo yaive isina mugoni – tinonzwa kuti mukuru mukuru akanga aine humbirimi hwekugona kurwa hondo chaizvo ainzi Kandege akaparara muhondo achirwa nemabhunu. Kuda aive Detachment Commander akabviswa gumbo nebara nemabhunu vachirwisa­na kuBuhera.

Hondo yaisada vanhu vanocheuka vachitaris­a mamwe mativi – tinonzwa Komuredhi Nhamo Mutema vachiudza Kuda kuti mamwe magamba anopanduka achinoteng­esa hondo kuvachena kana achinge asisade hondo. Zvino mag am baaing e aka daroai fan ira kuz our aiwapak are pone ku ti aidzosera hondo yechimuren­ga mumashure.

Ku hondo munhu we sea ive hama ya ko–vanhu pa va nos vikakuka mb a 1 tin onzwaz vic hinzi pa kan gap as is inazve ku ti nd in oz ivan anang ana ne ku timunhuw es eaiwa ni kw amunz vi m boy eh on douy ewes ewe gan dade ma a ive ham aye mag and an ga.Zvekui tan aha ma ne ham a ku hondo hazvai te nd erwa. Mazita emagamba nezvaanore­va:

Iyi itsika yeVaShona yekuti zita rinotumidz­wa munhu kazhinji rine zvarinorev­a kungave kumuridzi waro, kuvatumidz­i vezita, kumhuri yemutumidz­wi wezita, kunharaund­a igere mutumidzi wezita, chitendero chemutumid­zwi wezita, zvichingod­aro. Mazita aishandisw­a muhondo ye Chimur eng an em ag an dan ga a ive nez va ai rev at aka nan ga nan ed onzvo re hon do pam we che tenezvinan­gwazv av ozvek us unungu ra nyika yeZimbabwe.

Ma zita a ya a is hand iswa as iri echo kw adi,iz viz va ii tirwa ku ti hama kana mhuri dzavo dzavaisiya kumamisha vachienda ku hondo dz isazot ever wadzic his hun guru dz wan em asoja. Z vi no ma zita ari paz asia pa an os hand is wane mag am ba a chip indira nanezv ii toneunhuhw­avo pam we ch et enema mir iro avo munguva yehondo yeChimuren­ga.

Komuredhi Kadiki Muhondo – kadiki zvinoreva kuti chinhu chacho chinenge chakanyany­a kuita chidikidik­i zvikuru. Komuredhi Kadiki vakanga vapinda muhondo vachiri vadiki kwazvo zvinove zvinoender­ana nezita ravo. Hunyanzvi hwekurwa hondo hwaive naKadiki hwairatidz­a kuti akanga akura munyaya dzehondo. Muviri wake waive mudiki asi ari munhu akanga akasimbira mukati ukuwo pameso pake pachiratid­za kuti atsenga.

Kuda pa a not arisaKo mu red hiKadik ike ku tang aanotiu dz am ashokoa note vera ,“Nd aka tar is avay av ainziKo mu red hi K ad ikiM uh on do.Zv echo kw adiwo va iv av a di ki ch aizvo. Sokuona kwangu ndingati vaiva namakore gumi namana chete . . . asati ambokura akanga ave kutoziva pfuti.” P.40

K om ur ed hi Kan de ge–n de ge in oz ivik an wan ekumh any a ch aizvo.Z it arako mu red hi av arin ora ti dz a ku timunhuak an ga ac hizivazvek­umh anya. Nd iv ova inge va chi tung amiri ra vanhu va idzi dz iswa hondo pak am ba 2 ku it az vi dz i dz ozvekumh anya.

Komuredhi Kuda Hondo – kuda kufarira chinhu kana kuita rudo nechinhu. Ava komuredhi vaifarira hondo. Zita iri rinoendera­na nekutiza kwavakaita chikoro vachienda kuhondo. Kuda kunorwa hondo vachiuraya mabhunu vari kuZimbabwe.

Komuredhi Mabhunu Muchapera – zita iri rinodudza ku tim ab hu nu ak an ga ac hizo para dzwa neva te ma mu hon do yeChimuren­ga. Komuredhi ava vanodudza zita ravo pavanouray­a mabhunu zvakanyany­isa.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe