Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza - - Ngoma Nehosho -

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo ane mukurumbira mumusambo wechitendero munyika muno nekunze – ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva kuti muimbi uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.