Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza - - Nhau Dzemuno -

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo anove mushakabvu aive nemukurumb­ira mukuru munyika ino mumusambo weSungura ane nziyo dzichiri kufarirwa neveruzhin­ji kusvikira nanhasi uno uye kumusha aiva kwaChivi, kuMasvingo - ndiani. Musapfuurw­e neKwayedza renyu resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu. Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.