‘. . . musakwidze mari’

Kwayedza - - Nhau Dzemuno - Tandayi Motsi

GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti nzira dzose dzekubhadhara mari dziri kushandiswa munyika muno dzinofanirwa kutambirwa uye zvikoro hazvitenderwe kusarudza mari yazvinoda pakubhadharwa kwemari dzechikoro zvichiramba kutambira imwe.

Vanoti zvakare zvikoro zvose - zveHurumende kana zvakazvimirira - zvaige zvawedzera mari dzemafizi zvisina kupihwa bvumo nebazi ravo zvinofanira kudzokera pamari yaibviswa temu yapera.

Prof Mavima vanoti bazi ravo rakanyora gwaro rakaendeswa kuvakuru vezvikoro kuburikidza neSecretary’s Circular Minute Number 6 of 2018 iyo iri kujekesa kuti zvikoro zvinofanira kutambira nzira dzose dzekubhadhara mari

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.