Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers. co.zw <mailto:kwayedza@zimpapers. co.zw> kana patrick.shamba@zimpapers. co.zw <mailto:patrick.shamba@zimpapers. co.zw>. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * * MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Tiudze zvinoitwa nezvinhu izvi:

1. Mombe – inokuma

2. Imbwa – inohukura

3. Shumba – inodzvova

4. Mwana – anochema

5. Jongwe – rinokukuri­dza

6. Sheshe – inokekedza

7. Nyoka – inoshita

* * * ZVAKABVA KUVAVERENG­I:

Kim Gonda, Grade 1, Kundai Primary School, Harare – 1. inokuma, 2. inohukura,

3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuri­dza, 6. inokekedza, 7. inoshita

***

From Cynthia Komani, Grade 7, Gombo Primary School, Dzivaresek­wa 2 – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova,

4. anochema, 5. rinokukuri­dza, 6. inokekedza, 7. inoshita *** Nyamande Tinashe, Waterfalls – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuri­dza, 7. inokekered­za *** Tinovimba Mukumba, Rusape – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuru­dza, 6. inokekedza, 7. inoshita ***

0776 866 077 – 1. mombe - inokuma,

2. imbwa - inohukura, 3. shumba - inodzvova, 4. mwana - anochema, 5. jongwe - rinokukuri­dza, 6. sheshe inokekedza

***

Tatenda Mbengano, Grade 7B, Matendeudz­e Primary School, Mutambara – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuri­dza, 6. inokekedza, 7. inoshita

***

Charity Bingwani, Jonas Primary, Seke – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova,

4. anochema, 5. rinokukuri­dza, 6. inokekedza, 7. inoshita

*** Ruvimbo Chiyangwa – 1. mombe inokuma, 2. imbwa - inohukura, 3. shumba - inodzvova, 4. mwana - anochema, 5. jongwe - rinokukuri­dza, 6. sheshe - inokekedza, 7. nyoka - inoshita.

*** Pfachapfac­ha Karoi, 0783 132 018 – 1. inokuma, 2. inohukura, 3. inodzvova, 4. anochema, 5. rinokukuri­dza, 6. inokekedza, 7. inoshita

***

ZVEKUITA:

Doma chisiri chepo apa:

1. Munyemba, muboora, madora, munyevhe, mutsunga

2. Nhoro, hwai, ngwarati, mhembwe, bimha

3. Huku, hurekure

4. Mutohwe, mutsubvu, musasa, mutamba, muroro

5. Zviyo, chibage, mapfunde, mupunga

***

Onai mhinduro svondo rinouya. . Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

***

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007 gora, hwata, gondo, tsenza,

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe