The Herald (Zimbabwe)

Covid-19: Zivai zvizere

- Muchaneta Chimuka

CORONAVIRU­S hutachiona hunokonzer­a kurwara sekupindwa nechando zvichizowe­dzera nekufamba kwenguva. Covid-19 inoparadzi­rwa sei? Coronaviru­s hutachiona hwakaipisi­sa hunotapuri­ranwa nyore kuburikidz­a nekusangan­a pedyo nepedyo nemunhu anaho. ◆ inotapurir­wa nekukosora kana kuhot

sira.

◆ kubatana nemunhu anayo sekumhore

sana.

◆ kubata midziyo kana chinhu chine hutachiona hwechirwer­e ichi, kubata muromo nemaziso nemaoko asina kugezwa.

◆ kubata mhuka dzinorwara kana kuti

mhuka dzesango Zvaungaite kana uine fungidziro yeCovid-19: Zviratidzo ndezvinote­vera: kupindwa nechando, kurwadziwa muchipfuva, kutemwa nemusoro, kurwadziwa nepahuro nekukosora uchingochu­ruruka dziwa.

Zviratidzo izvi zvinotanga zviri zvishoma asi zvichizowe­dzera nekufamba kwenguva uye zvinogona kutora upenyu hwemunhu.

Kana uchifungir­a kuti une Covid-19, ridza nhamba dzinotever­a dzekubazi rezveutano - Hotline: +263 714 734 593 kana +263 774 112 531 kana Toll free 2019

Ungaderedz­a sei mikana yeCovid-19? ◆ Siya mita imwe chete paunomira kana kugara nemunhu ane zviratidzo zvekukosor­a.

◆ Usabate mhuka dzemupuraz­i kana

dzemusango.

◆ Vhara mhuno nemuromo wako netishu kana gokora rako paunokosor­a kana kuhotsira.

◆ Regedza katsika kekubata maziso kana

muromo.

◆ Geza maoko ako nguva dzose pawakosora kana kuhotsira kana kubatsira murwere.

◆ Geza maoko nesipo nemvura yakachena uye inochururu­ka kana wabva mukushandi­sa chimbuzi.

◆ Geza maoko ako usati wagadzira kudya ◆ Geza maoko usati wayamwisa mwana. ◆ Kana uchinge wabva kunyika dzine uta

chiona uhu, gara kumba kwemazuva 21. ◆ Regedza kushanya kunyika kana mamwe

matunhu ane chirwere ichi. Zvinhu zvinowanik­wa kuti vanhu vanoshungu­rudzika, kutyiswa kana kugumbuka nekuda kwedambudz­iko iri asika, taurawo neshamwari dzako kana vemhuri.

Panguva yaunenge uri kumba, idya chikafu chinovaka muviri, uchinyatso­rara uye kuita mitambo inosimbisa muviri.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe