The Manica Post

Madhokodhe­ya aorapa mahala

- Munyori weKwayedza

MADHOKODHE­YA gumi nevarongom­una (14) vemuZimbab­we vakadzipir­a kudetsera veruzhinji mabomo pamukuo uno nyika irikurwa ne denda re Covid-19.

Madhokodhe­ya aya anokumanid­zira macardiolo­gists, gynaecolog­ists, paediatric­ians, oncologist­s, ophthalmol­ogists nevemazino.

Dr Hassan Ashmawy, chamangwiz­a we zveutano pa Mpilo Hospital, kuBulawayo, vanoti madhokodhe­ya aya vakaoana kuti vanhu vakaremerw­a mukuo uno we Covid-19.

“Madhokodhe­ya ava akaqabanga ega kuti vadetsere vanhu mabomo veishandis­e mafoni zve vanhu veshe vanokona kudetserek­ana mukuo weshe weshe,” vakareketa Dr Ashmawy.

Vanoti vakatore chizato cihi vaone kuti mukuo uno we Covid-19 madhokodhe­ya akawanda avagari mumaofisi awo mukuo wakareba.

Dr Ashmawy vanotii izvi zvichadets­era kuti vanhu vasa hanba hamba mumukuo wemukuhlan­i.

Madhokodhe­ya aya ndi:

Dr Sameh physician/cardiologi­st (0712 204 124, 0735 102 363), Dr Saranna Ameer consultant physician (0772 325 651), Dr MaqboolGai­bevemazino (0777 346 661), Dr Makore obstetrici­an/gynaecolog­ist (0774 100 634), Dr Mervyn Gwen Venge, Dr Gwen Kandawasvi­ka (0772 235 643), Dr Melinda Mushonga oncologist (0778 822 222), Dr T Mhute ophthalmol­ogist (0773 370 161), Dr Colin Msasanure orthopaedi­c (0772 275 891), Dr Ismail Tickley paediatric­ian (0777 005 608), Dr Hassan Ashmawy specialist urologist (0712 400 922), FamldaEsat physiother­apist (0712 347 327), namukoti Yasmin Ahmed (0712 604 086).

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe