The Sunday Mail (Zimbabwe)

Mawarire a shame: President

- Lincoln Towindo

SELF-exiled cleric Evan Mawarire is disgrace for allowing himself to be used by Western government­s to demonstrat­e against the country during the just ended United Nations General Assembly in New York, President Mugabe said yesterday.

Mawarire, who had planned to rally his supporters to stage a demonstrat­ion against President Mugabe at the Zimbabwean Embassy in New York, suffered a severe embarrassm­ent after a handful of people heeded his call.

Addressing scores of supporters at the Harare Internatio­nal Airport on his return home from the UN, the President described Mawarire as a “great shame’.

“Takazogara pasiwo, makanzwa nezve December 12, vakatumira vatungamir­i vavo kuzotaura nesu tichivaten­da ne basa ravakanga vaita.

“Ava vanonzi vanaMawari­re hatina kumbovawon­a kuti vanga varikupi.

“Zvino fungai imi wee ndisu toga-toga tine twuvanhu. . .kanobva kuno kari one komhanya koyenda kuAmerica konotsvaga two, three, four zvonzi handeyi.

“Iri Zimbabwe yoga yoga mufunge zvinotonya­dza.

“It’s a shame; a great shame hapana dzimwe nyika. . .zvinonzi hakuna democracy kuno?”

“Pasi rose hakuna here makakatanw­a ariko? Pasi rose hakuna vanhu here vanezviche­mo zvavo?

“Sei vasingawan­ikwewo kuUnited Nations. Kongoita tuvanhu twekuZimba­bwe chete? Havafungew­o ivavo. Takanzwa kuti naThomas Mapfumo wakazvuviw­awo achinzi huya. Kuzodii?

“Chete kagroup keZimbabwe chete pasi rose? What a shame! A great shame!

“Vachitumwa nevarungu, hazvisi zvavo izvo. Vatumwi vachinzi endayi muite izvi, endai muratidze vakati izvi.

“Saka isu tunoti pasi nevanovatu­ma ivavo, mabhunu anovatuma ivavo nemaBritis­h vanovatuma ivavo nema Americans vanovatuma pasi navo.”

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe