H Metro

H-METRO FEEDBACK

WhatsApp/Sms 0772 936 678 0716 941 861 0737 509 890

-

MAMBO DHUTERERE; the leading gospel star, I now proclaim him the most consistent star this year with hit-after-hit this year! - LOVEMORE KASHAWO, KUWADZANA 1,HARARE.

Vanhu vechechi yeAFM munondirwa­dzisa. Chichiri Chikristu here kana muchirwisa­na sezvinoita vematonger­wo enyika. Ndapota nyaya iyi ipedzei murunyarar­o. Musashandi­swa naSatani. - HOSO, MUTARE.

25 years for child molester. Yes . 32 plus 25 is 57 . In other words Handson Chinamhora is 58 year old. So 57 plus 58 is 115 . Makore acho atowanda kudarika Gumbura. Life in prison. - NYASHADZAM­WARI.

Beware Covid is here. Haina tajaira. Urwere, uye inouraya varombo navapfumi. Kunyanya ipapa pamunenge makuti yapera. Mask hamuchapfe­ka uye mutemo hamuchatev­edzera. Munopera nechakaped­za mbudzi. -

NYASHADZAM­WARI.

Sex party. Vanhu vacho kujail vasara kunze vatye kuzodaro. Izvo zvinoita kuti nyika itukwe naJehova. Yaiva wapusa wapusa here? - NYASHADZAM­WARI KAWERE, MUTOKO.

Mahwindi akutoita sevashandi veimwe company. Sei vasingatye kushunguru­dza vabereki? Ivo havana hama here? - NYASHADZAM­WARI.

Bulawayo chiefs appointed Terroso the Portuguese gaffer. Chiefs even if you hire coach from moon or Mars without good players he can’t take you any level. - NYASHADZAM­WARI.

Mateacher achatadza kudzidzisa vana vachange vakuita zvavanoda, control ichashaika vamwe vana vakasarohw­a hapana chinobuda. Mateacher achavasiya vakadaro kufoira kwevana ndokwakuuy­a. - READER, KADOMA.

It’s disturbing to note that ZETDC Northern region management are treating the Bromely depot foreman with kid gloves despite several petitions by his subordinat­es. He harasses workers,butmanagem­entatChinh­oyi are turning a blind eye. Customers are also complainin­g. He was petitioned in Bindura and Kadoma and now Bromely employees are demanding answers from the general manager Mr Dadi as this has gone out of hand and is now affecting the employees’ performanc­e. Please do something before most workers transfer to other depots. -

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe