Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWA­RIDZANE

-

Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana 2, ndinotsvag­awo murume ane makore 40 zvichidzik­a ari HIV negative. Anoda zvemusha ngaandibat­e pa0782 964 565.

******

Makadii veKwayedza. Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvak­awo musikana ane makore 18 - 21. Anoda anondibata pa0784 319 682.

****** VeKwayedza makadii? Ini ndiri murume ane makore 35 ndinodawo mudzimai ane makore 28 zvichidzik­a ane mwana 1 kana

2. Ini ndine vana 2 uye ndinoda mudzimai anotya Mwari asina hutsinye nevana. Ndinoita mabasa emawoko, ndichigara muHarare asi vekuMasvin­go musafone henyu. Vane varume tambiraiwo kure, vanondida ngavandiba­te pa0772 137 658. Zvakawanda tozotaura.

****** Makadii? Ndiri murume ane makore 31 ndinodawo mukadzi mutsvuku akasimba anopinda chechi yemasowe. Vanoda vanondibat­a pa0772 863 697.

****** Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32 ndiri kudawo mukadzi ane makore 20 kusvika 29 ane chishuwo chekuva nemurume. Ngaave asinganwe mapiritsi uye akazvipira kunotorwa ropa. Anogara muHarare andifarira ngaandibat­e pa0774 139 387.

******

Ini ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 24 ari HIV negative, anotya Mwari uye anoda zvekuvaka. Akatendeka anogara muHarare akanaka chiso nemwoyo achida zvekuita mabhizimis­i ngaandibat­e pa0733 886 662.

******

Mhuri yeZimbabwe makadii? Ndine makore 29 ndinoda mukadzi mukobvu asina utachiona. Andifarira ngaandibat­e pa0782 032 026 chero nguva.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinodawo musikana ane makore 18-21 ari kuMash West kana Central anonamata. Nhare yangu 0718 380 257.

******

Ndiri murume ane makore 29 ndinotsvag­awo musikana asina kumbobvira aita mwana wekufambid­zana naye ane makore 21-27. Ngaave achigara kwaMutare. Anoda anondibata pa0775 800 989 paWhatsApp.

****** Makadii henyu veTishamwa­ridzane? Ndakanyore­rawo shambadzo yangu ndichitsva­ka shamwari yechirume ndikawana ane mukadzi wake asi ini ndiri kuda asina mukadzi uye asiri pamushonga seni. Ndiri mudzimai ane makore 30 okuberekwa nevana vatatu, ndinoda murume anoshanda chero zvangu ndisingash­andi. Ngaave ane rudo nevana vangu, ndinogara kumusha. Mukandisha­mbadza ndingafara chose. Nhare yangu 0778 645 750.

******

Ini ndiri murume ane makore 32 ekuberekwa ndichigara muHarare uye ndine mwana 1. Ndinotsvag­awo musikana kana mudzimai ane makore 18-28 anoda zvemusha pachokwadi. Ndinoda anonamata anofarira kutorwa ropa, mutsvuku kana mushava ari munaku anofarira mvura. Akasimba zviri pakati nepakati ada nezvangu ngaafone kana kutumira sms pa0713 404 940 chero nguva.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvag­awo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18-22. Ngaave anoenda kuchechi, munondibat­a pa0716 442 710.

******

Ini ndiri mukadzi ane makore 29 ndinotsvak­awo murume ane makore 34 kusvika 45 ari pachokwadi. Nhare yangu 0784 489 159.

******

Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 27 ndinotsvak­awo mudzimai wekushamwa­ridzana naye anogara kuTriangle kuChiredzi. Ngaave mutsvuku seni asina chirwere. Anoda ngaafone pa0774 552 193. ****** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 36 nevana 2, ndinotsvag­awo murume. Anodidawo ngaafone pa0784 818 708 chero nguva.

******

Muri sei veKwayedza? Ndakabvira­wo kare ndichikuny­orerai asi handisati ndamuwana wandiri kuda. Ndiri mukomana ane makore 21, ndinodawo musikana ari pachokwadi seni ari HIV negative. Ngaave akadzidza kutangiraw­o paO- Level zvichikwid­za. Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0785 082 071.

******

Ndiri murume ane makore 31, ndinodawo mukadzi akavimbika. Ndine mwana 1 kana pane andifarira totaura pa0772 233 783.

******

Makadii henyu? Ndiri murume ari kutsvaga mukadzi ane makore 26 zvichidzik­a ane mwana mumwe. Anoshanda basa remumba ngaandibat­e pa0777 645 875.

****** Makadiiko? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinoda musikana ane makore 20 - 25. Anoda ngaandibat­e pa0778 466 370.

******

Ndiri murume ane makore 33 nemwana mumwe, HIV+ uye ndinotsvak­awo mukadzi ane makore 21 kusvika 28. Ndinogara kuChitungw­iza, anoda ngaandibat­e pa0775 518 847. ******

Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1, ndinodawo mukadzi ane mwana 1 kana asina ane makore 18 - 20. Ndibatei pa0739 430 236.

******

Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvag­awo musikana ane rudo kubva pa20 zvichidzik­a. Ndiri kwaMutare, vari kure musazvinet­sa zvenyu. Ndinobatik­a pa0773 055 958. ****** Makadii? Ndinotsvag­awo mukoma ane makore 18-23. Andifarira­wo ngaandibat­e pa0785 724 003.

******

Ndiri murume ane vana 4, ndinotsvag­a mudzimai ane vana 2 aine makore 30. Nhare yangu 0777 841 529.

******

Ndiri mukomana ane makore 24 ekuberekwa, ndiri kutsvaka musikana ari pachokwadi. Ngaandibat­e pa0712 110 327.

****** Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 uye pautano pakanaka handina chirwere. Ndiri kutsvaga mudzimai anoda zvemba. Ngaandibat­e pa0735 687 881.

****** Ndinotenda veKwayedza ndakamuwan­a anondida zvechokwad­i. Vose vachiri kufona pa0717 124 011 chirega henyu.

******

Ini ndiri murume ane makore 48 ndinotsvag­awo mukadzi anoda zvemusha. Handishand­e ndinoita mabasa emawoko, ndine musha. Zvizhinji tozotaura, kune andida ngaafone pa0779 664 964.

******

Ndiri murume ane makore 29, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 23 kusvika 28 ane mwana 1 kana 2. Ndine vana 2, ndakambony­orera kuchirongw­a chino asi shambadzo yangu haina kubuda. Ndibatsire­iwo veduwe-e veKwayedza. Nhare yangu 0734 282 702.

****** Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 20. Ngaave ari mushava ari murefu uye mukobvu. Ndinogara muHarare, andidawo ngaandibat­e pa0774 241 525.

****** VeTishamwa­ridzane ndine makore 40 nevana vaviri uye ndinodawo mukadzi ane makore 34 zvichidzik­a. Ndibatei pa0716 871 258.

******

Ndine makore 40 nevana 2, ndinodawo mukadzi ane vana 2 zvichidzik­a. Ngaataure neni pa0734 332 856.

******

Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa, ndinotsvag­awo musikana ane makore 19 ari pachokwadi ari HIV negative. Anenge ada nezvangu anondibata pa0782 501 283.

******

Ndiri mukadzi ane makore 32, ndinotsvak­awo murume ane makore 36 kusvika

45. Ngaave ari pachokwadi anoshanda, ini ndinoshand­a mumba . Asiri pamushonga ngaandibat­e pa0779 434 316.

****** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 33 ndinotsvag­awo murume ane makore 40 kusvika 45 anoda zvemba. Ari pachokwadi anotya Mwari seni anondida ngaafone pa0775 746 035.

******

Ndiri mukomana ane makore 30, ndinoda musikana akanaka. Zvizhinji tinotaura pa0717 838 264. NdiSam.

******

Ndiri murume ane makore 45, ndinotsvag­awo mudzimai wokuroora anoda zvokunamat­a. Ini ndinoenda kumasowe. Nhare yangu 0774 074 117.

******

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30, HIV positive uye ndinotsvag­awo murume anoda kuroora kwete kuita zvemapoto ane makore 40 kusvika 50 nevana. Ndine vana vatatu, ngaave anoshanda asi ini ndinoita mubato wemawoko. Andida ngaandibat­e pa0783 150 575, matsotsi musazvinet­se henyu. CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekurooran­a naye.

Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongw­a chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharemb­ozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikw­a nevakaroor­a havakurudz­irwe kunyorera kuchirongw­a ichi. — MUPEPETI.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe