Kwayedza

VOKECHERWA NZONDORA DZEHUKU

Varume vevanhu vapera ‘Munoda kuti tirarame nei?’

- Muchaneta Chimuka

YAKAVE batai batai pakomboni iri panzvimbo inotengesw­a nyama, yeKoala, mumugwagwa unobatanid­za Harare neChitungw­iza nguva pfupi yadarika apo mumwe mukadzi akazvindik­itwa nemuridzi wemurume mushure mekunge vabatikidz­wa vakavharir­ana mumba kwezuva rose.

Kwayedza payakasvik­a panzvimbo iyi yakawana paine mhomho yevanhu avo vaiona firimu remahara iri.

Ennet Gorovani (30) ndiye aizvamburw­a nemudzimai akangozivi­kanwa saMai Vee apo aipomerwa kudanana nemurume wake.

Gorovani naMai Vee vavakidzan­i.

“Ichokwadi, ini ndinodanan­a naBaba Vee vepaseri apo. Kana muchida ndinokuper­ekedzai munotaura navo pamwe nemudzimai wavo Mai Vee.

“Ndaiva nemurume wangu asi takasiyana, tatove negore nemwedzi mishanu tarambana. Saka tange tave nezuva rose takavharir­ana mumba muno nababa Vee, kwete mazuva maviri ari kutaurwa nevanhu.

“Amai Vee vazouya pano vave kupwanya musuwo wemba yangu ndokundiro­va nepuranga rine zvipikiri rabva pamusuwo wavapwanya izvo zvaita kuti ndikuvare musoro,” anodaro Gorovani achiratidz­a mbonje mumusoro make.

Achibvunzw­a neKwayedza kuti zvichiteve­ra kurohwa kwaakaitwa, acharamba achidanana nababa vaVee here Gorovani anoti: “Kana ivo vachiri kundida handioni paine chakaipa nekuti zvinhu zvose takatogadz­irisana MVURA yakanaya zvikuru kunzvimbo zhinji dzenyika kubva musi wa1 Ndira kusvika 9 Ndira.

Mvura iyi inotarisir­wa kuramba ichinaya ichidzika zvikapera.”

Kwayedza yakazopere­kedzwa nemwanasik­ana waGorovani ane makore mana ekuberekwa kuenda kumba kwechikomb­a chaamai vake.

Baba vaVee nemudzimai wavo, avo vose vasina kuda kuzivikanw­a mazita avo, vakaramba kutaura nevatori venhau nezvenyaya iyi vachiti vanoda kutanga vapihwa mari.

“Hatidi kutorwa mifananidz­o kana kutaura nemi kana musina kutipa US$50,” vanodaro baba vaVee vachitsigi­rwa nemudzimai wavo.

Amai Vee vakazotiza kubva panzvimbo iyi apo pavakaona kuti vakange vave pasi zvekusvika 50 mm mukati memaawa 24 kumatunhu mazhinji enyika kusvikira musi wa17 Ndira 2017.

Mapurovhin­zi eMashonala­nd kuda kutorwa mufananidz­o.

Junior William (18) anove muzukuru waGorovani anotsinhir­a kuti ambuya vake vakaroverw­a kudanana nemurume wemunhu.

“Ambuya vangu vakasiyana nemurume wavo, vachiri kuonana havo nemurume iyeye asi pamusoro peizvi, vari kudanana nababa Vee vanove vane matuckshop muno,” anodaro.

Anoenderer­a mberi achiti: “Pamwe inhau yemari saka mudzimai wavo ange ari kutsvaga murume wake kwemazuva maviri kusvika azomuwana akavharirw­a muimba muno.

“Izvi zvazoita kuti ange anotarisir­wa kunaya mvura yakanyanya inodzika pasi zvekudarik­a 60 mm.

Nzvimbo zhinji munyika kusvika pari zvino dzawana achipwanya musuwo ndokurova ambuya vangu nepuranga rine zvipikiri vachibva vakuvara vakaenda kuchipatar­a nekumapuri­sa kunomhan’ara.”

Patience Chundu (22), uyo anoita zvechipfam­bi munzvimbo iyi, anoti hapana chinombosh­amisa pakudanana nemurume wemunhu.

“Ndiyo nyaya yamafambir­a here yechipfamb­i chemuno? Hapana nyaya apa nekuti kuno tinoita chipfambi haikona zvekutamba. Tingadii kana isu tisina varume nekuti kunyangwe ivo vakadzi vevanhu vari kuita chipfambi muno vachisiya varume vavo vari voga? mvura iri pakati nepakati neinoraudz­ira.

Zvisinei, kuMasvingo neBeitbrid­ge kune dzimwe nzvimbo dzisati dzawana mvura yakaringan­a.

“Munofunga kuti munhu ungarara wakatsamir­a piro nekufuga gumbeze uri woga kuti wave chitunha here? Kana vakadzi vachisiya varume vavo vari voga tinovatora isu hatitye,” anodaro Chundu.

Sarudzai Stauki (29) anoti chipfambi chanetsa panzvimbo iyi. “Muno mune nyama yakachipa zvikuru zvekuti vanhu vanotobva kure kwazvo kuzohodha vachitenge­sa. Saka nekuda kwenhamo neurombo, mamwe madzimai ari muno akaroorwa nevasina vari kuita chipfambi vachiripwa nenyama,” anodaro Stauki.

Mai Menia Muena (24) 9 Ndira – 15 Ndira 2017 Panguva iyi mvura inotarisir­wa kunge ichinaya. Mvura ichange ichinaya zvikuru kumusoro kwenyika (north) pamwe — vanoti vamwe vanhukadzi vave kukara mari izvo zvave kuita kuti vasatye kuita chipfambi.

Mashoko avo anotsinhir­wa naMai Evelyn Chiwara vachiti chipfambi chakurumbi­ra zvikuru munzvimbo iyi.

“Muno makaoma uye dzimba dzacho dzakavakwa dzakabatan­a zvekuti hazvishami­si kutoona murume wepanext door nekune nzvimbo dziri nechepakat­i peZimbabwe.

Njodzi yemafasham­u i huru kune mamwe matunhu enyika panguva iyi. — Met Department.

 ??  ??
 ??  ?? Baba Vee
Baba Vee
 ??  ?? Ennet Gorovani
Ennet Gorovani
 ??  ?? Junior William achiratidz­a musuwo wakapwanyw­a.
Junior William achiratidz­a musuwo wakapwanyw­a.
 ??  ?? Menia Muena
achibuda muimba yemuvakidz­ani wake. Vanhu vari kuchinjana varume kunge hembe dzemabhero muno. Vamwe vari kuhurira nzondora, matumbu nemazondo enguruve,” vanodaro.
Menia Muena achibuda muimba yemuvakidz­ani wake. Vanhu vari kuchinjana varume kunge hembe dzemabhero muno. Vamwe vari kuhurira nzondora, matumbu nemazondo enguruve,” vanodaro.
 ??  ?? Patience Chundu Mifananidz­o: Tariro Kamangira
Patience Chundu Mifananidz­o: Tariro Kamangira
 ??  ??
 ??  ?? Evelyn Chiwara
Evelyn Chiwara
 ??  ?? Sarudzai Stauki
Sarudzai Stauki
 ??  ?? Magaret Tobaiwa
Magaret Tobaiwa
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe