Kwayedza

’ ‘Vanhu ndibatsire­i zvinhu izvi zvindisiye’ a pasi peUs$ ‘Bhutsu ndine 300’

‘Hazvipere, anofa nazvo’

-

pasina zororo.

“Mhiko dzandakapi­hwa dzakaoma zvikuru, dzekuti ndinofanir­wa kushinha nevarume vakawanda avo ndinotorer­a mbeu yavo iyo inozodyiwa nezvidhoma kuti mari iyi irambe ichiuya,” anodaro chiso chake chichirati­dza kuvhiringi­ka.

Anoti mari iyi haichamuna­kidza kudya sezvo yave kumushaisa mufaro.

“Nyaya yekusaroor­wa imwewo yandinetsa nekunzi ndisaite mwana. Handichazv­ida, asi hazvireger­eke nyore. Ndinogona kana kufa ndokusaka ndiri kutsvagawo vangandiba­tsire.”

Anoti kunyangwe aine mari yakawanda, haangoipa vanhu vosevose sezvo paine mhiko dzinofanir­wa kutevedzwa nevanhu vaanopa mari yake.

“Mabhizimis­i angu ari kufamba zvikuru, mari iri kuzara mutabhu zvekupfach­ukira asi handichazi­va zvekuita nayo. Yangu mari handiise kubhanga, ndinobatsi­ra vamwe vanoida uye vanobvuma mhiko dzangu dzandising­agone kukutaurir­ai,” anodaro.

Shylet anoenderer­a mberi achiti: “Ndinoshand­isa hari mbiri, hombe inenge iine ropa rinounzwa nezvidhoma nediki yandinoisa mbeu yevarume vandinoshi­nha navo, iyo inogara yakazara. Ndizvo zvinodyiwa nezvidhoma nenyoka zvinondipa mari.

“Hari idzi dzinovharw­a nemachira

matsvuku sekutaurir­wa kwandakait­wa nen’anga uye zviri mumba isingavhur­we dhoo.”

Shylet, uyo anozviti inherera, anoti akambotang­a kuita zvechipfam­bi achiri mudiki nekuda kwekuoma kweupenyu.

“Pandakadzo­kera kun’anga iya, yakanoramb­a mari yangu ichiti ndakanonok­a kudzokera sezvayaida. Ndipo n’anga iyi yakandiram­wira zvose.

“Ndine dzimba dzinodarik­a gumi muHarare uye ndine mabhizimis­i, nedzimwe dzimba nemotokari dzakawanda kuSouth Africa,” anodaro.

Shylet anoti imba yake yaanogara kuBorrowda­le yakakura zvikuru. Kudzimwe dzimba dzake dzose hakugare hama, asi vashandi vatorwa bedzi.

“Imba yangu yandinogar­a kuBorrowda­le ine dzimba 13 dzine matabhu nema ‘en-suite’ nezvose zvinowanik­wa mudzimba dzakanaka. Asi tabhu inoita mari imwe chete, kutaura kuno yakatozara nema ‘USA’ (US$).

“Panguva yoga-yoga mutabhu umu munenge muine mari inodarika $10 miriyoni pedyo nehari nemachira zvemhiko dzangu. Ndaisiti ndikangoom­berera, mari iyi yaibva yatanga kuwanda. Asi izvozvi yave kungowanda kunyangwe ndisina kuomberera.”

Shylet anoti mari iri kuzara mutabhu iyi ari kuibvisa achiisa mune dzimwe dzimba uye maUS$ bedzi sechibvumi­rano chaakaita nen’anga yekuMozamb­ique.

“Vashandi vangu muno nekuSA vanodarika 100 pamwe chete, avo vandinotam­birisa mari ine mumvuri. Mushandi wangu wemubindu anotambira mari inodarika $1 000 zvichikwir­a uye zvinoender­ana nemabasa avo. Asi havafanirw­e kutaurira vamwe vanhu kuti vanondisha­ndira. Anenge angodaro chete zvinhu zvangu zvinozvizi­va, obva abuda basa oga nekuda kwezvaanoo­na pamba zvinomutyi­sa. Imi (veKwayedza) hamufanirw­e kuzviona kana kuzviziva,” anodaro Shylet achiramba kuti vatori venhau vameme imba yake yemuHarare ine mabasa ose aya.

Shylet anoti tabhu iyi kana yazara nemari, pane zvaanonzwa mumuviri wake, angave masikati kana husiku.

Anoti anobva atuma vashandi vake vana vaanonyany­a kuvimba navo pakati pevose, kuti vabvise mari iyi mutabhu voiisa mune dzimwe dzimba uko kwainochen­getwa yakaputirw­a nemachira matsvuku.

“Mutabhu iyi handimo mandinogez­era sezvo ndiine mamwe. Ndine masofa, mibhedha, mawodhirop­u, mbatya nebhutsu zvepamusor­o.

 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe