Kwayedza

‘Mhanzi inoda hushingi’

- Abel Ndooka

rake iri sezvo aimboungan­idza Anoenderer­a mberi achiti MUIMBI wemusambo wesungura mari yekuritsik­isa pamwe nekuvaka makore ano mavhidhiyo akanaka ari kusimukira, Knowledge chikwata chake. ndiwo ave kunyanya kufarirwa Sangurani, anoti indasitiri “Mhanzi yemuno inoda nevatsigir­i. Muchinda uyu anoti yezvemimha­nzi inoda hushingi hushingi, hausvike kumusoro kana chishuwo chake ndechekute­vera sezvo iine zvimhingam­ipinyi zvakasiyan­a kutambirwa nevatsigir­i kana usingashan­de mumatsimba aJah Prayzah uyo izvo zvinosanga­nisira nesimba. waanoti ari kubika mavhidhiyo kunetsa kwemari yekutsikis­a nekutenges­wa “Zvinoda kuzvipira chete kuti emhando yepamusoro. kwemimhanz­i pamisika ndizvo zvandave kuita, kana Sangurani parizvino ari mushishi yemikoto. uchinyozer­a vatsigiri havakutamb­ire kubika DVD redambaref­u rake

Sangurani, uyo anotsigirw­a vanongokut­arira vokusiya rekutanga iri iro anotarisir­a kuzoparura nechikwata cheExtra Museve Pfuti, wakadaro. nguva inotevera. achangobva mukubura dambarefu “Ini zvakandito­rera makore 20 “Vatsigiri mazuva ano havachango­de rake rekutanga rinonzi Zviri Mudzimba. kuti nditsikise dambarefu rangu kunzwa mhanzi chete, vanodawo rekutanga uye ndave kunzwa kuti kuona mavhidhiyo akanaka.

Muhurukuro neKwayedza, Sangurani ndinokwani­sa kusvika kure, asi Mavhidhiyo ari kubatsira zvikuru anoti akatora makore anosvika hunge ndikaramba ndichishan­da kusimudzir­a indasitiri yemhanzi,” SanguraniK­nowledgean­osvika20ku­tiatsikise­dambarefun­esimba,”anodaroSan­gurani.anodaro .

 ??  ?? Sangurani
Sangurani

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe