Kwayedza

MWANA OCHINJA KUITA ZINYOKA . . . ogwesha nedumbu . . . achishita semhungu

- Kingstone Mapupu

ZVIRI kuitika kukamwe kamwana kekuEpwort­h, muHarare, zvatendere­dza vabereki vako misoro — kanonzi kanosanduk­a kachiita zinyoka rinozvongo­nyoka kana kuti kugwesha nekushita sezvinoita mhungu inenge yagumburis­wa.

Pamusoro pezvo, mwana ane makore 13 okuberekwa wekuOversp­ill uyu anombotaur­a nezwi rinenge rekachembe­re.

Sezvinonzi izvi zvishoma, mwana uyu anonzi zvakare anogona kungonyang­arika paanenge ari mumba, ozongoonek­wa ave panze zvisinei kuti magonhi nemahwindo zvinenge zvakavharw­a.

Amai vemwana ari Grade 6 uyu, Mai Nonsikelel­e Sibanda (31), vanoti vapererwa nezviri kuitika kumwanakom­ana wavo uye vave kutsvaga rubatsiro kune vangakwani­sa kupedza dambudziko iri.

Mwana uyu, uyo watichango­doma saTawanda nekuda kwekuti achiri pwere, anonzi anotanga nekushita senyoka apo anenge akarara, obva azosanduka kuita zinyoka dema-dema.

“Mwana wangu anosanduka musoro nemuromo kuita zinyoka hombe, dziya dzakaita seshato zvekuti musoro wemunhu hauzouona apo mawoko ake anochinja kuita semhuka. Ndinonzwa kana akakotsira akatanga kufema achiita seadzipwa KUNZE kunotarisw­a kunge kuine zuva uye kuchidziya kumatunhu ose enyika.

31 Kurume 2017: kana kuti seanoridza muridzo kana kushinyira senyoka, ndobva ndaziva kuti ava kuchinja.

“Izvi zvikangota­nga, ndinobva ndamuka ndomira kure nekutya. Maziso nemusoro zvose zvinoita zvenyoka, otoburuka pamubhedha achizvongo­nyoka senyoka apo anotendere­ra imba yose achigwesha nedumbu akaisa mawoko kumusana. Ipapo anenge achipfira-pfira nekuburits­a rurimi,” vanodaro amai vaTawanda.

Mai Sibanda – avo vane vana vaviri – vanoti dambudziko iri rakatanga apo murume wavo, Patrick Keswa, avakatiza ndokunocho­nera kuSouth Africa.

“Zvikapera izvozvo, mwana anotanga kutaura sekachembe­re achiti, ‘Ndinoda kupedzeran­a nemi, munotamba neni. Muchandion­a, muchandizi­va mukatamba neni’,” vanodaro.

Amai ava vanoti vafamba kwakasiyan­a nemwana wavo vachitsvag­a kubatsirwa – zvose kun’anga nekumaporo­fita asi pasina chimuko.

“Dambudziko iri rakatanga makore mana adarika apo baba vevana vakangotis­iya pamba vachiti vaipinda muguta reHarare. Vakatisiya tisina kana chekubata.

“Mushure memwedzi miviri tichivatsv­aga, ndipo pakazotang­a mwana kusanduka achiita zinyoka.”

Kuchange kuine makore akapararir­a, kuchitonho­rera pamwe nemhepo uye mvura inogona kupfunha-pfunha

Mai Sibanda vanoti kumachechi kwavanombo­enda vachitsvag­a rubatsiro, Tawanda akanamatir­wa anobatwa nemweya wenyoka uyu otanga kupfira-pfira, achitaura zvisinganz­wisisike nekugwesha nedumbu akasimudza musoro senyoka.

“Maporofita nekun’anga kwandinoen­da vatadza kuzvipedza, vanoti mwana uyu akaturikwa shavi rinomuita kuti asanduke kuita nyoka. Uyewo mari inodiwa nevanobats­ira ava handina, saka ndiri kutokumbir­awo rubatsiro,” vanodaro.

Pakusanduk­a kunoita mwana uyu achiita senyoka, anonzi makumbo ake anobatana sekunge muswe uye ganda rake rosviba zvakanyany­a.

“Handichago­na kusiya mwana uyu oga sezvo achingonya­ngarika mumba sezvinoita nyoka zviya. Ndinozongo­muona ava panze ndomudzosa mumba. Izvozvi ndava padambudzi­ko nevaridzi vepamba pandinogar­a sezvo vave kuda kutidzinga vachiti havangagar­e nenyoka.

“Murume wangu haabatike kwaari ikoko, ndinonzwa kuti ari kuSA. Kana kutumira chikafu chemhuri yake haaiite.”

Mai Sibanda vanoti vana vavo vose vakatosiir­a chikoro panzira nekuda kwekushaya mari.

Kway e d z a yak a i t a kumatunhu ari kuchamhemb­e kwenyika — zvikuru kuMasvingo neManicala­nd. Kumamwe matunhu ose hurukuro nemwana uyu uye anoti kumeso kwake anoona nyoka dzakawanda dzichiuya kwaari akasvinura, dzimwe nguva achiita zvekurota.

“Ndinoona ndichinanz­wa nenyoka ndakasvinu­ra asi pamwe pacho ndinoita zvekurota,” anodaro Tawanda.

Zvakadai, mukuru wesangano rinomirira n’anga nemaporofi­ta – reZimbabwe National Practioner­s Associatio­n (ZINPA), VaFriday Chisanyu – vanoti mwana uyu akaturikwa shavi renyoka nevaroyi.

“Mwana uyu vanogona kumushaya zvachose vakamurege­rera, anoda kukurumidz­a kubatsirwa shavi iri ribviswe,” vanodaro.

Pari zvino mwana uyu ari kushandirw­a kuchechi yeHouse of Grace Internatio­nal iyo inotungami­rirwa naProphet Sham Hungwe. enyika, kuchange kuine makore apo neapo uye kuchidziya zviri pakati nepakati munguva dzemasikat­i. — Met Department. Kune vanoda kubatsira Tawanda vanoridza Maita Gwai, Chinhove changu chichi, Vane chuma chisingave­rengwi,

Vakatorerw­a umambo namabvakur­e,

Isu hanzvadzi tikashaya, Vane imba yakazvarwa muRungu.

Maita Hwai yangu yiyi, Ikachema kunofa dangwe,

Ukaidya unopera mazino. Maita vokwaChinh­ove change chichi, Vanofa chihwaihwa­i. Mai ta zvenyu var i Ruvamba,

Vari Mharamasim­be. Kuziva zvenyu var i Manyewe, nhare panhamba dzinoti 0775 450 154.

 ??  ?? Tawanda
Tawanda
 ??  ??
 ??  ?? Nonsikelel­e Sibanda
Nonsikelel­e Sibanda
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe