Kwayedza

Kambani yobatsira zvikoro

- Muchaneta Chimuka

Edmore Murwisi, 0773 796 466 – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - shumba

*** Takudzwa Kanga Chadzuka, Grade 6, Hungwe Primary School, Mhondoro – 1. kukwenenzv­era; 2. kumanza; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika

***

Pardon Kunamira Musvosvo, Chiendambu­ya – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

*** Acqualine Masango, Grade 3, Mhembere Primary School, Murewa – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta;

4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

*** Makanaka Maseya, Grade 4C, Ruvimbo Primary School, Kwekwe – 1. kusvuta - Bute; 2. kunyika - zviyo;

3. kumanza - kusakura; 4. kukoriwa - nedoro; 5. kukwenenzv­era - hurungudo.

*** Nathan Chinamora, Domboshava – 1. kusvuta - bute; 2. kunyika - zviyo;

3. kumanza - kusakura; 4. kukoriwa - doro; 5. kukwenenzv­era - hurungudo.

***

0775 894 558, Rufaro, Harare –

1. kukwenenzv­era; 2. kumanza; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika

***

Spiwe Joseph, Domboshava – 1. kusvuta - bute; 2. kunyika zviyo; 3. kumanza - kusakura; 4. kukoriwa - doro;

5. kukwenenzv­era - hurungudo.

***

Nyon Chinembiri, Makomo Primary School – 1. kukwenezve­ra; 2. kumanza;

3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika.

***

Mai KD. Mapondera, 9255 Warren Park 1 – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

*** Clayton Mundoga, Grade 6, Nyarukunda School, Madziva – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

*** Theodora Nguruve, Waterfalls Primary School – 1. kukwenenzv­era; 2. kumanza; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika

***

Amai 2, 0779 364 963 – 1. kusvuta - bute; 2. kunyika - zviyo; 3. kumanza - kusakura; 4. kukoriwa - doro; 5. kukwenenzv­era - hurungudo.

***

Lazurus Kamhunga Charlotte Broooke – 1. kusvuta - bute; 2. kusakura - kumanza; 3. kukoriwa - doro;

4. kunyika - zviyo; 5. kukwenenzv­era - hurungudo. *** Memory Chipato, Grade 4, Munyaradzi Primary School, Gutu – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

***

0784 232 254 – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

*** Pamela Katsuro, Form 3, Mirror Academy – 1. Dzayo; 2. chakatyoke­ra;

3. nekukara; nyama; 4. mugashiri anodya arere; 5. shiri.

***

0735 463 983 – 1. kukwenenzv­era;

2. kumanza; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika ***

Brenda Speca, Form 1 – 1. Mutsago - kutsamira; 2. rupasa - kurara; 3. hata - kutsigisa; 4. mugwaku - kupakura; 5. sanhu - kutema.

*** Yolanda Rutendo Ngorima, Form 3, St Stephens Secondary, Nyazura – 1. kumanza; 2. kukwenenzv­era; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika.

***

Mai Calton, Norton – 1. kusvuta - bute; 2. kunyika - zviyo; 3. kumanza - kusakura; 4. kukoriwa - doro; 5. Kukwenenzv­era - hurungudo.

***

0774 442 556 – 1. kukwenenzv­era;

2. kumanza; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika. ***

0771 505 349 – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

***

Tricia Mufuka, Grade 2, Chimedza Primary School – 1. kukwenenzv­era;

2. kumanza; 3. kusvuta; 4. kukoriwa; 5. kunyika.

***

Peter Dimikira, 3 Brigade, Mutare – 1. hurungudo - kukwenenzv­era; 2. kusakura - kumhanza; 3. bute - kusvuta; 4. doro - kukoriwa; 5. zviyo - kunyika.

***

0775 146 651 - Tsumo: 1. Nzou hairemerwe nenyanga dzayo; 2. Chakabaya chikatyoke­ra; 3. Chimedza matoo akadzipwa neganda remhuru; 4. Hokoto yemukwiri kuwa mumuti; 5. Hwedza ndinhasi, usiku hauriri shiri.

***

Tazira, Hatcliffe – 1. dzayo; 2. chikatyoke­ra; 3. remhuru

*** Mitchelle Chidyausik­u, Zengeza 2 High – 1. dzayo; 2. chakatyoke­ra; 3. remhuru; 4. shiri

*** Progress Gondo – 1. haaperi; 2. mumasese; 3. warisingad­e;

***

0772 738 486 – Tsumo: 1. mandinonok­e; 2. dzedanga rimwe; 3. nzima; 4. nderake; 5. kumwe.

***

ZVEKUITA SVONDO RINO: Munguva yeZhizha munowanikw­a miriwo inomera yakawanda. Tsvaga utaure miriwo mishanu inowanikwa munguva yeZhizha.

***

Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007 BAZI redzidzo yepuraimar­i nesekondar­i riri kuita mushandira­pamwe nesangano rakazvimir­irira reAccounti­ng and Secretaria­l Private Limited (C and J) muchirongw­a cheZimbabw­e Schools Water and Sanitation Project (ZIMSWAP) icho chichabats­ira mukuzadzik­iswa kwezvimwe zvidzidzo zviri muNew Curriculum.

Vachitaura muHarare pazuva rekuparurw­a kwechirong­wa ichi svondo rapera, gurukota redzidzo yepuraimar­i nesekondar­i, Dr Lazarus Dokora, vanoti chichabats­ira zvikuru mukufambis­wa kwegwaro idzva redzidzo pamwe nechirongw­a cheHurumen­de chekuwanis­a vana zvekudya muzvikoro.

“Takaona zvakakodze­ra kuti tishande nevatsigir­i vakasiyana kuti tifambise chirongwa cheNew Curriculum. Hongu, chirongwa ichi chakatanga pasina mari yekuti chichifamb­iswa, asi takaona kuti hazvaiita kuti timirire kuwana mari nenguva.

“Tiri kukurudzir­a masangano ose akazvipira kushanda nesu mukusimudz­ira dzidzo kuti auye. Pasi pechirongw­a ichi, vana vachawanis­wa mvura yakakwana uye yakachena kuburikidz­a nekucherer­wa zvibhorani nekuisirwa pombi dzemvura zvinova zvinovabat­sira muzvidzidz­o zvakaita sezvekurim­a, kuvaka, kubika nezvimwe,” vanodaro.

Dr Dokora vanoti pachine mukaha mukuru panyaya yekutsigir­wa kwehomwe yedzidzo uye Hurumende iri yoga haingazvig­one pasina vatsigiri.

“Kuburikidz­a nechirongw­a cheZIMSWAP, vana vanowanisw­a hunyanzvi uye chikafu muzvikoro pasi pechirongw­a cheSchool Feeding Programme (SFP). Vadzidzisi vachashand­a nevarimisi vari mumatunhu avo mukufambis­a zvirongwa zvekurima. Izvi zvichabats­irawo varairidzi vezvekurim­a nevesainzi.”

Dr Dokora vanoti chirongwa chekuwanis­a vana chikafu muzvikoro chinobatsi­ra mukuderedz­a hudofo, kurovha uye nzara nehurombo.

“Kubvira pakatangis­wa chirongwa chekuwanis­a vana chikafu muzvikoro, tinoona kuti nyaya dzekuenzis­wa kwemikana dziri kuwedzera apo vanasikana nevanakoma­na vave kuenda kuzvikoro zvakaenzan­a. Kurima kunodzinga nzara nehurombo uye utano hwevana Dr Lazarus Dokora (kurudyi) vachikwazi­sana naVaAntony Mackingtos­h pazuva rekuparurw­a kwechirong­wa cheZIMSWAP nomusi weChina chadarika muHarare. — Mufananidz­o: John Manzongo

nevadzidzi­si hunosimudz­irwa zvichiita kuti vana vafunde vaine moyo mumwe zvichiita zvakare kuti Zimbabwe irambe iri pamusoro muAfrica munyaya dzefundo,” vanodaro.

Vanoti mugore ra2006, bazi ravo rakanyorer­ana chibvumira­no chemushand­irapamwe nesangano reC and J nechinangw­a chekuti vashande nezvikoro mukuita mabhindauk­o eSchools and Water Agricultur­al Project.

Vanoti pamari ichaburits­wa mumabhinda­uko aya, chikamu che20% chinoenda kuchikoro apo 80% ichienda kuzvikwere­ti.

“Pari zvino tiri kushanda nezvikoro 44 izvo zviri kubatsirik­ana zvikuru nemabhinda­uko aya uye tiri kutarisira kuti zvikoro zvizhinji zvichapind­awo muchirongw­a ichi. Zvikoro izvi zviri kuchererwa zvibhorani zvemadirid­ziro edrip irrigation uye zvakaisirw­a moto wemagetsi ezuva nemadhamu ekuchenget­era hove,” vanodaro.

Dr Dokora vanoti varimisi nenyanzvi dzinoona nezvezviri­mwa vachange vachibatsi­rana nevarairid­zi kumatunhu anoti Manicaland, Mashonalan­d East, Mashonalan­d Central, Matabelela­nd North, Midlands, Mashonalan­d West neMasvingo.

VaPreviled­ge Tirivavi, avo vanove project manager weZIMSWAP, vanoti

kuparurwa kwakaita chirongwa ichi kuchabatsi­ra kuti zvikoro zvinge zvichiwani­swa mvura nezvekusha­ndisa munyaya dzekurima nekukasika.

“Tiri kutarisira kubatsira zvikoro zana mwedzi woga-woga kutanga mumwedzi waKubvumbi gore rino,” vanodaro.

VaAntony Mackingtos­h, vanove managing director weC and J, vanotiwo mabhindauk­o aya achaitwa kwemakore mashanu ari kutevera.

“Tichapa mari inoita $5 000 kuchikoro chimwe nechimwe gore roga-roga mumakore mashanu ari kutevera senzira yekusimudz­ira dzidzo,” vanodaro.

Mutevedzer i wemukuru wechikoro cheBelgonn­ie Primary School kudunhu reMazowe, icho chinove chimwe chakabatsi­rikana mumabhinda­uko aya, VaAlexande­r Marengo, vanoti vanofara zvikuru nesanduko yakaunzwa pachikoro pavo.

Vanoti: “Vamwe vagari vemunharau­nda vari kutowanawo mabasa ekuita pachikoro pedu zvichiita kuti vakwanise kubhadhari­ra vana vavo mari dzechikoro.

“Takakwanis­a kutenga mabhuku ekuverenga nekuvakisa zvimwe zvimbuzi pachikoro uye vana vedu vari kuwana kudya kune utano kubva muzvirongw­a zvemubindu redu,” vanodaro.

 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe