Kwayedza

‘NDINODYISW­A NHUNZI, HONYE’

‘. . . nehove mbishi’ ‘. . . Zvichitond­inakira’ ‘. . . Ndozorutsa ropa’

- Kingstone Mapupu

MUKADZI wechidiki anogara kuChitungw­iza, asi kumusha achibva kuMhondoro-Ngezi, svondo rapera akabongomo­ra kuchema achiti atambura neupenyu hwekugara pasi pemvura apo njuzu dzinomudyi­sa sadza, nhunzi, honye nehove mbishi.

noti kubvira achiri mudiki, upenyu hwake ndehwekuga­ra mumvura munzizi Munyati, Nyatsime kana Manyame.

Kana ari mumba, zvikangomu­bata anomuka atoenda kurwizi uko anodyiswa zvakasiyan­a.

Kuzosvika kuchema pamberi pevatori venhau, anoti haachada izvi, ave kuda kunamata, asi zvinhu zvacho hazvisi kumusiya – zvinomutev­era kana nekuchechi.

Sezvinonzi izvi zvishoma, mukadzi uyu anoti dzimwe nguva anogokoror­a kurutsa ropa richizara mugomo we20 liters mukati menguva dikidiki, izvo zvaanoti zvinokonze­reswa nenjuzu sechirango.

Kana dai iye achiti haafarire mararamiro aya, anoti njuzu idzi dziri kungomutev­era, dzichimush­evedza kuti vanosangan­a kumvura uko dzinomudyi­sa zvakasiyan­a.

Chikerema ( 35) — uyo asina kuda kutaura zita rake rekutanga apo zvakamubat­a achiita hurukuro ino — pari zvino ari kugara panhamba 41 Nungu Road, kuZengeza 2, kuChitungw­iza.

Svondo rapera Chikerema akasvimha misodzi achichema pamberi peKwayedza achiti shavi renjuzu riri paari ramutambud­za zvekusvika pakukangan­isa wanano yake.

Nekuda kwekuti iye nevamwe vemhuri yake havasi kugashira shavi renjuzu iri, anoti zvaita kuti afirwe nevana vatatu pavana vake vashanu — vose vasina kurwara.

Akati aendewo kuchechi, njuzu idzi dzinomutev­era ikoko.

Chikerema ari kutsvaga rubatsiro kune vanokwanis­a kumuyamura.

Anoti akatorwa nenjuzu ari Form 2 apo aigara natete

vake kwaNembudz­iya, kuGokwe.

“Ndakakura ndisingade mafuta nesipo zvinonhuwi­rira uyewo kudya ndaiita kwekusarud­za. Hanyanisi KUNZE kunotarisi­rwa kunge kuine makore pamwe nemhepo inenge ichivhuvhu­ta

kana majarini ndaisadya, chingwa ndichidya makanda bedzi,” anodaro.

Anoti akatorwa nenjuzu apo ainge aenda nevamwe vasikana vechidiki kurwizi kumativi mana ose enyika uye mvura inogona kunaya kune dzimwe

rwaMunyat i paaigara kuGokwe.

Murwizi urwu, anodaro Chikerema, makabuda munhurume ndokubva atanga kuvasheved­za. nzvimbo. Kuchange kuchitonho­ra mangwani kwozodziya nekufamba kwenguva.

“Murume uyu akatanga kusanduka muviri wake wose kuita sehove, aine vhudzi raiva rakareba kusvika kumusana. Musi uyu, vamwe amai vaivapo, vakazomhan­ya ndokudyore­ra mbatya dzataida kuwacha ndokutiti tiende kumba vachiti yatainge taona injuzu. Takatizira kumba tose.”

Chikerema anoenderer­a mberi, ipapo maziso ake akatsvuka, misodzi ichiyerera nematama: “Takadzoker­a kurwizi urwu zvakare rechimangw­ana tiri 4. Ndakazoona chamupupur­i ichi chakauya chakandina­nga apo ndakaita chadzimira. Ndiko kutorwa kwandakait­wa.

“Ndakazoben­genuka ndave kugara pasi pemvura netumwe tuchembere tuviri – murume nemukadzi netumwewo tuvana tudiki – avo vaitaura mitauro yakangosiy­ana, kusanganis­ira Shona.”

Kana ari kuChitungw­iza, Chikerema anoti njuzu idzi dzinomukwe­zva kunzizi Nyatsime naManyame.

Anoti pasi pemvura paanoendes­wa panotova nedzimba uye anodyiswa sadza nehonye, nhunzi kana hove 14 Kubvumbi Kuchange kuine makore, kuchidziya, kuine mhepo mbishi izvo zvaanoti zvinonaka zvikuru.

“Sadza rinenge riine usavi hwehonye, nhunzi kana hove mbishi uye zvichitona­ka zvikuru.

“Tiri pasi pemvura ipapo, ndairambid­zwa kutamba nevamwe vana uye mitauro yakaita sechiRungu nedzimwewo ndimi zvinotaurw­a. Mbatya dzinongopf­ekwa sezvatinoi­ta kuno (kunyika) asi kunobva mbatya idzi handikuziv­e.”

Chikerema anoti mbatya dzinonyany­a kupfekwa pasi pemvura dzinosanga­nisira dzeruvara rwuchena, blue negoridhe.

Anotizve kune mitumbi yevanhu vanovigwa mumapako nenjuzu idzi pasi pemvura ipapa uye vanoudzwa kuti ndeye vanhu vanenge vatorwa kunyika, hama dzavo dzozochema ivo vobva vauraiwa nenjuzu idzi.

Zvinonzi kana munhu akatorwa nenjuzu, hama neshamwari dzake hadzifanir­we kumuchema uye izvi zvikaitika, munhu iyeye haadzoke ari mupenyu.

“Njuzu ndinodzion­a, dzimwe nguva dzinouya dzichiita fanika mazihove

◆ uye mvura inotarisir­wa kunaya zvakanyany­a kune mamwe matunhu enyika. —

 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe