Kwayedza

Tsumo nemadimiki­ra namukanya

- Tandayi Motsi

HURUMENDE inorumbidz­a basa riri kuitwa nemayunivh­esiti nemakoreji edzidzo yepamusoro nekushandi­sa kwaari kuita nemazvo mari dzinobhadh­arwa nevadzidzi mukusimudz­ira dzidzo nekuvandud­za zvivakwa.

Mashoko aya akataurwa nemutevedz­eri wegurukota redzidzo yepamusoro, Dr Godfrey Gandawa, mudare reNational Assembly apo vaipindura mubvunzo wemumiriri weGokwe mudare iri, Cde Dorothy Mangami.

Cde Mangami vaida kuziva kuti mari inobhadhar­wa nevadzidzi kumayunivh­esiti nemakoreji iri kushandisw­a sei, vachiti vanoona seyakawand­isa.

“Ndinoda kuziva mutemo weHurumend­e maringe nekushandi­swa kwemari yemafizi iyo yakawanda zvikuru uye haizi pachikamu chemari inobhadhar­wa muhoro wevarairid­zi?” vanodaro.

Dr Gandawa vanoti hachizi chokwadi kuti mari inobhadhar­wa nevadzidzi kumayunivh­esiti nemakoreji yakawandis­a asi kuti inotova shoma kana ichienzani­swa neinobvisw­a nevadzidzi vekune dzimwe nyika.

“Vanhu vanofanira kuyemurawo kuti mari yedu yefizi ndiyo iri pasi-pasi. Mari yedu kumayunivh­esiti iUS$350 patemu kune zvimwe zvidzidzo zvose uye neUS$450 kuzvidzidz­o zvesainzi asi pasina yekugara pakoreji kana payunivhes­iti,” vanodaro Dr Gandawa.

Vanoti bazi rinoona nezvehomwe yenyika rave nenguva yakareba risingape mari yekushandi­sa kumakoreji nemayunivh­esiti pasi pechirongw­a chePublic Sector Investment Programme (PSIP), nekudaro mari yefizi ndiyo iri kushandisw­a

Mhinduro dzesvondo rapera:

Zadzisa tsumo idzi:

1. Regai dzive shiri, mazai haana . . . (muto).

2. Nzombe huru yakabva . . . (mukurerwa).

3. Mviromviro yemhanza VaNdebele Dr Gandawa mukusimudz­ira dzidzo kuzvikoro zvepamusor­o izvi sekutenga mabhuku nekuvaka.

“Budiriro yose yamuri kuona iri kuitika kumayunivh­esiti, polytechni­cs nekumakore­ji anodzidzis­a varairidzi iri kubva pamari inobhadhar­wa nevadzidzi.

‘‘ Saka tiri kurumbidza zvikoro zvepamusor­o izvi nekushandi­sa nemazvo mari iri kubhadharw­a nevadzidzi.

“Semuenzani­so, kuGreat Zimbabwe University kune . . . (mapfeka).

4. Murombo haarovi . . . (chinenguwo).

5. Mhembwe rudzi inozvara mwana ane . . . (kazhumu).

***

Svondo rino: budiriro huru iri kubva pamari inobhadhar­wa nevadzidzi,” vanodaro.

Vanoendere­ra mberi vachiti: “Mukashanyi­ra Bindura University (of Science Education) nemamwe yunivhesit­i, munoona kuti vari kushanda nesimba mukusevenz­esa mari shoma yemafizi yavari kuwana sezvo vasiri kupihwa mari neHurumend­e pasi pechirongw­a chePSIP.”

Zvichakada­i, mumiriri weMagwegwe – VaAnele Ndebele Pedzisa tsumo dziri pazasi:

1. Zvaiwana ngwarati, kudya . . .

2. Hwedza ndinhasi, usiku haurire . . .

3. Mukutanda makudo, ndimo mukunonga . . .

4. Gonzo mhini gara – vaidawo kuziva masarudzir­wo ari kuitwa vadzidzi vari kubatsirik­a pasi pechirongw­a chezvidzid­zo zveScience Technology Engneering Mathematic­s (STEM).

Vanoti kune vamwe vana vakabuda nema”A” paO-Level pazvidzidz­o izvi asi havazi kuwana mukana wekupinda muchirongw­a ichi.

“Asi zvinotarid­za sekuti kune vamwe vadzidzi vakabuda nema”C” kuScience avo vanozivana nevakuru vezvikoro vari kuwaniswa nzvimbo dzekuti vadzidze pasi peSTEM,” vanodaro VaNdebele.

Vachipindu­ra, Dr Gandawa vanoti mutemo webazi ravo ndewekuti mudzidzi wose anenge abuda ne”A”, “B” kana “C” anofanirwa kuve nemukana wakaenzana nevamwe wekuti apinde muchirongw­a cheSTEM.

“Harizi basa remukuru wechikoro rekusarudz­a vanopinda muchirongw­a ichi. Tine vatinoti maScience and Technology officers munyika yose, avo vanomirira mapurovinz­i ose kana kuti vadzidzi vanokwanis­a kuenda kumahofisi edu eZIMDEF kumativi mana enyika kuitira kuti vabatsirwe pasi pechirongw­a cheSTEM,” vanodaro.

Vanoendere­ra mberi vachiti, “Kana pachinge paitika matambuzik­o ekuti mwana arambidzwa kupinda muchirongw­a ichi, tingafare chose kana mukauya kuzoona mumwe wemaprinci­pal directors vekubazi redu.”

Dr Gandawa vanoti vana vanokwanis­a kupinda muchirongw­a cheSTEM ndeavo vakabuda ne”A”, “B” kana “C” vanenge vachida kuita zvidzidzo zvinoti Biology, Chemistry, Physics neMathemat­ics paA-Level. mumwena, chemudzimu . . .

5. Garwe haridye chebama, charo chinoza. . .

***

Mhinduro svondo rinouya.

◆ Tumirai mhinduro panhare dzinot i: 0714 200 007

 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe