Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

◆ haarovi chine nguwo; 5. Mhembwe rudzi inozvara mwana ane kazhumu.

*** Hilda Katoma, Grade 7, Waterfalls – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chine nguwo; 5. kazhumu

***

0718 408 400 – 1. muto; 2. mukurera; 3. mapfeka; 4. chine nguwo; 5. zhumu

*** Tinotenda Kampiwa – Tsumo: 1. muto; 2. mukurerwa;

3. mapfeko; 4. chine nguwo; 5. kazhumu

*** Gabriel Tawengwa, Form 2 Red, Mahusekwa High School, Chihota – Tsumo: 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chine nguwo; 5. kazhumu.

*** Tafadzwa Tawengwa, Grade 7 Silver, Dombotombo Primary School, Marondera – Tsumo: 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka;

4. chine nguwo; 5. kazhumu

***

Abel Kaluwembo – Tsumo:

1. Regai dzive shiri mazai haana muto; 2. Nzombe huru yakabva mukurerwa; 3. Mviro-mviro dzemhanza mapfeka;

4. Murombo haarovi chine nguwo; 5. Mhembwe rudzi inozvara mwana ane ruzhumu

*** Tendwayi Chamboko, Grade 2, Stanley Primary School, Gweru – 1. Regai dzive shiri mazai haana muto; 2. Nzombe huru yakabva mukurerwa; 3. Murombo haarovi chine nguvo;

4. Mhembwe rudzi inozvara mwana ane kazhumu

*** Tatenda Zindoga, Chivhu Town – 1. muto; 2. mukurerwa;

3. mapfeka; 4. chine nguwo; 5. kazhumwi

*** Passionate Shumba – 1. muto;

2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguwo; 5. kazhumu

*** Silence Makuyana – 1. muto;

2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguwo; 5. kazhumwi

***

0782 963 583 – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguwo; 5 kazhumwi

*** Takudzwa Kanga Chadzuka, Grade 6, Hungwe Primary School, Mhondoro – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chine nguwo; 5. kazhumwi

***

Trish Maseka, Chi-town – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka;

4. chinenguwo; 5. kazhumwi

*** Edmore Murwi s i , 0773 796 466 – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguwo; 5. kazhumu

***

0778 352 723 – 1. muto; 2. mukurehwa; 3. mapfeka; 4. chinenguvo; 5. ruzhumwi

*** Patience Mtasa – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguvo; 5. ane kazhumu

***

0778 355 532 – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguwo; 5. ruzhumbu.

***

0782 048 381 – 1. muto; 2. mukurerwa; 4. chine nguwo; 5. kazhumu

***

0735 224 043, Lister Nyahuku, Grade 4A, Mutanda Primary School, Mutare – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguwo; 5. ruzhumu.

***

Peter Dimikira – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chinenguo; 5. ruzhumu

*** Shingairai Gwamure – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka;

4. chinenguwo; 5. ruzhumwi

*** Brooklyn Mverechena, Grade 7 Vainona Primary School, Borrowdale – 1. muto; 2. mukurerwa; 3. mapfeka; 4. chine nguwo; 5. kazhumu

*** Yolanda Rutendo Ngorima , Form 3, St Stephens Secondary, Nyazura – Miriwo inowanikwa munguva yezhizha ndeinoti: 1. runi; 2. derere; 3. mutsemwats­emwa; 4. hohwa; 5. blackjack

***

0717 631 714 – Miriwo: 1. nyevhe; 2. mowa; 3. derere; 4. mhuuyu; 5. muchacha

***

Peter Dimikira, 3 Bridgade, Mutare – 1. muboora; 2. nyeve; 3. derere; 4. nhungumira; 5. mukakashan­go

*** Simba Mudonhi, Marondera, 0774 871 214 – 1. mutsine;

2. mujakari; 3. mowa; 4. nyevhe;

5. hohwa.

***

0774 871 214 – 1. hohwa; 2. mujakari; 3. nyevhe; 4. mowa;

4. mutsine

*** ZVEKUITA SVONDO RINO: Tiudzewo mazita ezvinoteve­ra:

1. Huku ine makumbo mapfupi –

2. Mhuka yakadimurw­a muswe –

3. Mombe isina nyanga –

4. Mombe ine nyanga dzinozungu­zika –

5. Imbwa yachembera –

***

Mhinduro svondo rinouya.

◆ Tumirai mhinduro panhare dzinot i : 0714 200 007

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe