CHISHONA CHAKANAKA
Kubva KuPeji 11
– 1. kuchada; 2. dzamatovoo;
3. remhuru; 4. mwana; 5. muto
***
0776 601 233 – 1. uchada; 2. dzematoo; 3. remhuru; 4. mwana; 5. muto
***
J. S, Simawo, Mabelreign – 1. uchada; 2. dzamatoo; 3. remhuru;
4. mwana; 5. muto.
***
0772 598 806 – 1. muchada; 2. matoo; 3. remhuru; 4. mwana; 5. muto
*** Samuel Tinotenda Matsiyo, Chisipite – 1. kuchada; 2. dzamatongo; 3. remhuru; 4. mwana; 5. muto
***
0774 340 707 – 1. uchada; 2. matowo; 3. remhuru; 4. mwana;
5. muto
***
Beritah Matsiyo paChisipite – 1. muchada; 2. dzamatoo; 3. remombe; 4. mwana; 5. muto.
***
Brighton Kachimanga, Westgate – 1. Wachimbidza kumedza kutsenga uchada; 2. Imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatoo/ matehwe; 3. Chimedza matoo akadzipwa neganda renhunzi;
4. Matakadya kare haanyaradzi mwana; 5. Kuwanda kwakanaka kwakaipira kupedza muto.
***
Shamie Sixpence, Grade 5, Dunamis Primary, Stopover, Epworth – 1. kutsenga uchada;
2. dzamatohwe; 3. remhuru; 4. mwana; 5. muto.
***
Elizah Sixpence, Grade 4, Becon Primary, Stopover, Epworth – 1. kutsenga uchada;
2. dzamatohwe; 3. remhuru; 4. mwana; 5 muto.
***
0771 022 333 – 1. muchada;
2. dzematowo; 3. remhuru; 4. mwana; 5. muto
***
Blessed Sekura, Nyamauru Primary School, Dangamvura, Mutare – 1. Machimbidza kumedza kutsenga uchada; 2. Imbwa nyoro ndidzo tsengi dzematoo;
3. Chimedza matoo akadzipwa neganda remhuru; 4. Matakadya kare haanyaradzi mwana; 5. Kuwanda kwakanaka kwakaipira kupedza muto.
***
Vitalis Chesango, Grade 5, Kasiyo Primary, Mudzi – 1. achada; 2. dzematoo; 3. remhuru;
4. mwana; 5. muto
*** Tonnygrassvy Khumalo – 1. uchada; 2. dzematoo; 3. remhuru;
4. mwana; 5. muto
***
0772 598 806 – 1. kuvira - kwedoro; 2. kuvira - kunyura kwezuva; 3. kuvira - kufashaira kwemvura iri pamoto; 4. kuvira - kwemaheu
***
0773 821 157 – 1. kudoka; 2. kushatirwa; 3. kufashaira; 4. kukodzeka
***
Blessing L K Sithole – 1. kuvira kwezuva; 2. kuvira kwemahewu;
3. kuvira kwemvura; 4. kuvira kwedoro.
***
Gillian Chipunza, Glen Norah, Harare – 1. uchada; 2. dzamatoo;
3. remvuu; 4. mwana; 5. muto.
***
Success Sonhera, Nyamakuyo Pimary School, Mudzi – 1. kuvira kwemaheu; 2. kuvira kwezuva; 3. kuvira kwekudonhera mugomba; 4. kupinda mumatambudziko.
***
Tadiwa Mangwiro, 7C, Mutasa Primary School – 1. kuvira kwezuva; 2. kuvira kwemaheu; 3. kuvira kwemvura yesadza; 4. kuvira kwebota rekuvidza.
***
ZVEKUITA SVONDO RINO: Tipewo mazwi anopesana neari pazasi aya:
1. Murefu –
2. Mukobvu –
3. Mudenga –
4. Gara –
5. Enda –
***
Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007