Kwayedza

Bhadharai mari nenguva: Kateera

‘Vana ngavadzidz­e mabasa emawoko’

- Malven Mugadzikwa

VABEREKI vokurudzir­wa kuti vadhadhare mari dzevana dzechikoro nenguva sezvo kunonoka kuibhadhar­a kuchikanga­nisa budiriro yedzidzo.

Kurudziro iyi yakaitwa svondo rapera nemukuru wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristop­her Kateera, apo vaive muenzi anoremeked­zwa pamhembere­ro dzekupihwa mibairo kuvana vakabudiri­ra muzvidzidz­o zvakasiyan­a, eGlen View-Mufakose Merit Awards.

“Vabereki ndinovaten­da zvakanyany­a nebasa ravanoita rekutitsig­ira nekuunza kwavanoita vana kuzvikoro pamwe chete nekupa mazano mukuvandud­zwa kwezvikoro kuburikidz­a nemaSchool Developmen­ts Committees (SDC). Zvisinei, kune vamwe vabereki vanononoka kubhadhari­ra vana mari dzechikoro.

“Ndinopa yambiro kuvabereki vakadai kuti vanofanira kubhadhara nekuti kusabhadha­ra kwavo kana kunonoka kunoita kuti zvirongwa zvinenge zvichida kuitwa nezvikoro zvekuvandu­dza magariro nemadzidzi­ro evana zvidzokere kumashure. Mubereki anofanira kuziva kukosha kwedzidzo yemwana wake,” vanodaro VaKateera. VaKateera vanoendere­ra mberi vachiti zvikoro zvinofanir­a kudzidzisa vana zvidzidzo zvinofambi­rana nenguva zvinoita kuti vazova nehunyanzv­i hwezvakasi­yana-siyana.

“Nguva yatiri kurarama haichangod­i kuti munhu aendere kuchikoro kuva neruzivo chete, asi nekugona kurwushand­isa. Vana ndavadzidz­iswe zvekuti vanokwanis­a kukasira kushandisa ruzivo rwavo VaKateera VaNyambuya

kana vawirwa nematambud­ziko kana mazano anoita kuti nyika isimukire,” vanodaro.

Mashoko avo anotsinhir­wa naVaCloud Nyambuya, avo vanova VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers. co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

***

MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Tipewo mazita ezvinoteve­ra:

1. Vhudzi jena remunhu mukuru – imvi

2. Mwana anozvarwa nguva yake yakwana – gavamwedzi

3. Murume adarika zera rekuroora – tsvimborum­e

4. Munhu anotaura ngano – sarungano

5. Zvimiti zvinokandw­a nen’anga ichishoper­a – hakata

***

ZVAKABVA KUVANA:

Aaron Makombe, Savanna Primary School, isati

District Schools Inspector (DSI) kudunhu reGlen View-Mufakose vachiti vari kufara nekufambir­a mberi kwechirong­wa cheNew Curriculum. Mvuma – Tsumo: 1. Kuipa kuipa zvaro bveni haridyi chakafa choga; 2. Kuzeza chati kwati hunge une chawaturik­a; 3. Kamoto kamberever­e kakapisa matanda mberi; 4. Kutaurirwa hunyimwa mbare dzokumusan­a; 5. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.

***

0777 758 039 – 1. choga; 2. katurike; 3. mberi;

4. dzokumusan­a; 5. ari kurwara

***

0776 409 071 – 1. choga; 2. katurikwa; 3. mberi; 4. dzokumusan­a; 5. anorwara

***

Ruvarashe Zuze, Form 1, Gienridge College, Epworth – 1. choga; 2. katurike; 3. mberi; 4. dzekumusan­a; 5. anorwara

***

Lucia Aaron, Alaska, Chinhoyi – 1. choga; 2. katurike; 3. mberi; 4. dzekumusan­a; 5. anorwara

***

0772 672 396 – 1. chakafa chega; 2. une katurikwa; 3. matanda mberi; 4. mbare dzekumusan­a

“Vadzidzisi vemudunhu rangu vari kuratidza kufarira New Curriculum kuburikidz­a nekudzidzi­sa kwavari kuita zvidzidzo zvakananga­na nechirongw­a ichi. Vana muzvikoro

***

Loveness Nyamundand­a, Grade 7, Pafiwa Primary School – 1. choga; 2. katurike; 3. mberi; 4. dzekumusan­a; 5. anorwara.

***

Mrs Jaulani, Chinhoyi – 1. chega; 2. katurikwa; 3. mberi; 4. dzekumusan­a

***

Peter Dimikira, 3 Bridgade, Mutare – 1. chega; 2. katurike; 3. mberi; 4. dzekumusan­a; 5. anorwara

***

Delight Gonye, Miles Academy, Highfield – 1. chakafa chega; 2. katurike; 3. mberi; 4. dzekumusan­a; 5. anorwara

***

Precious Rakabopa, Mutare – 1. Kuipa kuipa zvaro bveni haridyi chakafa chega; 2. Kuzeza chati kwati hunge uine chaturike; 3. Kamoto kambeverer­e kakapisa matanda mberi; 4. Kutaurirwa hunyimwa sembare dzekumusan­a;

vava kupinda mumitambo yakasiyana vachiratid­za zvipo zvavo rinova danho rakanangan­a nekutevedz­era hurongwa uhu,” vanodaro.

 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe