Kwayedza

Gumbonzvan­da hutu nemukombe

- Muchaneta Chimuka

SANGANO reTraffic Safety Council of Zimbabwe (TSCZ) riri kupa chenjedzo kuvana vechikoro nevamwe veruzhinji pamusoro pekudzivir­ira tsaona dzemumigwa­gwa kumaruwa, kunyanya dzinokonze­rwa nekushaya hanya kwevatyair­i vedzimotok­ari, ngoro, midhudhu nemabhasik­oro.

Svondo rapera, sangano iri rakaronga mitambo yenhabvu paSt Anne’s Goto High School, kuWedza yemazera ose kubvira kuZero Grade kusvika kuvanhu vakwegura vemunharau­nda.

Vachitaura pachiitiko ichi, gurukota rezvemitam­bo – Cde Makhosini Hlogwane, avo vaive muenzi anoremeked­zwa – vanoti vari kushanda nebazi redzidzo yepuraimar­i nesekondar­i mukusimudz­ira nyaya dzemitambo muzvikoro.

“Mitambo yaitwa pano nezvikoro zvemunhara­unda muno, yeMadanha Soccer and Netball Tournament, yakakosha zvikuru nekuti ndimo muchasarud­zwa vachanomir­ira chikwata chichanota­mba mutambo mukuru mudunhu kuMaronder­a.

“Ticharamba tichitsigi­ra mitambo iyi nekuti ndimo muchaburwa shangwiti dzevatambi vanozonomi­ririra nyika kunze,” vanodaro.

Vanotenda mumiriri weWedza South mudare reNational Assembly,y Engineerg

Tatenda (Sunsley) Mutanyu, Pfupajena High, Chegutu – 3. Nhekwe; 4. Mhute; 5. Mbezo.

***

Tanaka Muranda, Corpus Christ High Granary – 1. Ninga; 2. Chinu; 3. Nhekwe;

4. Mhute; 5. mbezo

***

Tram – 1. Katurike; 2. Mandinonok­ere;

3. Zvimbishi; 4. Nhema; 5. imbwa 0776 4620 031 – 1. Katurike; 2. Mandinonok­ere; 3. Akazvimbir­wa; 4. Nhema;

5. imbwa

0776 462 003 – 1. Ninga; 2. Chinu; 3. Nhekwe; 4. uma/mhute; 5. mbezo

Bernard Zaware, 2264 Tynwald South, Harare – 1. Katurikwa; 2. Mandinonok­era; 3. akadya nezvisinga dyiwe;

4. Parerenhem­a; 5. imbwa Kimberly Matibiri, Grade 5, Waterfalls – 1. Ninga; 2. Gona; 3. gonan’ombe; 4. Mhute; 5. mbezo

Nicole Nyamangodo – Akadya zvimbishi.

Takudzwa Kasiteni, Grade 7, Mvurwi – 1. Ninga; 2. Kasha; 3. Nhekwe; 4. Mhute; 5. mbezo

Washington Chafachaip­a, Nyahuni School – 1. ninga; 2. Gona; 3. Nhekwe;

4. Dova; 5. mbezo

0718 484 098 – 1. Ninga; 2. Chinu; 3. Nhekwe; 4. Mhute; 5. Mbezo.

0782 325 570, Ruramai Nyamande, Chiunye School, Mt. Darwin – 1. Katurike; 2. Mandinonok­a; 4. Nhema; 5. Imbwa.

Promise Chimangais­o, 3838 Gaza E, Chipinge – 1. Katurike; 2. Mandinonok­e; 3. Muchetura; 4. Nhema; 5. Vadzidzi vezvikoro zvakasiyan­a zvakakwikw­idza mumitambo yaka- siyana kuWedza svondo rapera pamberi

Michael Madanha, nekutsigir­a kwavanoita mitambo yemunzvimb­o mavo.

Eng Madanha vakabatsir­a vatambi ava nemayunifo­mu, shangu, mabhora uye chikafu.

Mitambo iyi yakapindwa nezvikoro 42 uye zuva iri rakaona Gumbonzvan­da Secondary School ichitora mukombe mumitambo yose.y mbwa/imbwa.mbwa/imbwa

0718 149 920 – 1. Katurike; 2. Mandinonok­e; 3. Ndidye; 4. Nhema; 5. imbwa.

Dennis Kanokanga, 5B, Mutoko Primary School, Mutoko – 1. Katurikwa;

2. Mandinonok­era; 3. Zvimbishi; 4. nhema; 5. Imbwa.

Tanaka Muranda, Corpus Christ High – 1. Ninga; 2. Chinu, 3. Nhekwe; 4. Mhute; 5. Mbezo.

Dennis Kanokanga, Grade 5B, Mutoko Primary School, Mutoko – 1. Ninga; 2. Gona; 3. Kasha; 4. Mhute; 5. mbezo.

0783 456 215 – 1. Katurikwa; 2. Mandinonok­era; 3. Nyoka; 4. Nhema; 5. Imbwa.

Takudzwa Mukwesha, Kidszone Academy – 1. Ninga; 2. Gona; 3. Gonamombe; 4. Mhute; 5. Mbezo.

Nyasha Ben Mabvuku – 1. Ninga; 2. Gona; 3. Nhekwe; 4. Mhute; 5. Mbezo.

0716 370 526 – 1. Magaro; 2. Wacharimwa; 3. Kamwe; 4. Dzinonzwa; 5. Hupedzisir­a.

Deliwe Unique Zvinavashe, Form 2, Ndarama High School – 1. Katurike; 2. Mandinonok­a; 3. Zvinovava; 4. moyo;

5. imbwa.

***

Tanaka Maocha – 1. Katurike; 2. Mandinonok­a; 3. ndiye sarai; 4. Nhema; 5. Imbwa.

***

Betty Matyoranhe­nga, Sakubva Primary School, Mutare – 1. Magaro; 2. Wacharimwa; 3. Zvavamwe;

4. dzinodzwa; 5. Hupedzisir­a.

***

Matsika Sibongile, Chimaniman­i – 1.

“Mitambo inobatsira mukusimbis­a miviri uye inomutsira vanhu mabasa nekuti kune zvipo zvakahwand­a muvanhu zvataona nhasi izvo tiri kutarisira kusimudzir­a,” vanodaro Eng Madanha.

Mukuru anoona nezvekusha­mbadza kuTSCZ, VaTatenda Chinoda, vanoti kumaruwa kunowanda tsaona dzengorog Katurikwa; 2 2. Mandinonok­a; 3.3 mwana wake; 4. Chena; 5. Imbwa.

***

Tatenda Mutanyu, Pfupajena High, Chegutu – 1. Katurikwa; 2. Mandinonok­a; 4. Nhemha; 5. Imbwa.

***

Lucia Aaron, Chinhoyi, Granary – 1. Katurikwa; 2. Mandinonok­e; 3. Mbodza;

4. Nhema; 5. Imbwa.

***

0772 672 396 – 1. Katurikwa; 2. Mandinonok­a; 3. Manoko; 4. nhema; 5. imbwa.

***

0785 150 224 – 1. Magaro; 2. Wacharimwa; 3. Kamwe; 4. Dzinonzwa; 5. hupedzisir­a

***

0735 919 203 – 1. Magaro; 2. Wacharimwa; 3. Zvavamwe; 4. Dzinodzwa; 5. hupedzisir­a

***

Tinei Musakwa, Epworth – 1. muto;

2. Mukurerwa; 3. Mapfeka; 4. chine nguwo; 5. ruzhumwi.

***

Emmanuel Sakarombe, Karoi – 1. Katorike; 2. Mandinonok­era; 3. Marasha; 4. Moyo; 5. imbwa.

***

Washington Chafachaip­a, Nyahuni Adventist School – 1. Katurikwa; 2. akazvara mandinonok­e; 3. nembwizhu; 4. Nhema; 5. Imbwa.

***

Nicole Nyamangodo, Cold Comfort Junior School – 1. Katurike; 2. Mandinonok­e; 4. Nhema; 5. imbwa.

*** Vana vepaSt Annes Goto High

uye mabhasikor­o, nokudaro vakaona zvakakosha kuti vadzidzise veruzhinji maringe nemafambir­o akanaka mumigwagwa.

“Vanhu uye zvipfuyo zviri kurasikirw­a neupenyu apo zvinopinda mumigwagwa mune motokari. Vanhu vanoshandi­sa tsoka kana mabhasikor­o vakaziva kwekufambi­ra, tinoona tsaona

0715 943 210 – 1 1. Katurikwa; 2 2. Man Mandinonok­e; 3. Zvimbishi; 4. Nhema; 5. Imbwa.

***

0716 361 812 – 1. Magaro; 2. Wacharimwa; 3. Kamwe; 4. Dzinonzwa; 5. Hupedzisir­a.

***

0774 126 943 – 1. Kuipa kuipa zvaro bveni asi haridyi chakafa choga; 2. Kuzeza chati kwati hunge uine katurikwa; 3. Kamoto kamberever­e kakapisa matanda mberi; 4. Kutaurirwa hunyimwa mbare sedzekumus­ana; 5. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara

***

0777 543 069 – 1. Katurikwa; 2. Mandinonok­a; 3. Zvinovava; 4. Nhema; 5. imbwa. dzichidere­ra. Tiri kubatana nemadzishe namasabhuk­u mumatunhu akasiyana kuti tione kuti zvipfuyo zvachenget­edzwa,” vanodaro.

Mumiririri weBuhera South mudare reNational Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vakapa $400 kuzvikwata zvakakwikw­idza pazuva iri kuti zvitenge mayunifomu­y enhabvu.

***

Gilbert Mushonga – 1. une katurike; 2. Mandinonok­era; 3. Mutupo; 4. Nhema; 5. Imbwa.

***

ZVEKUITA SVONDO RINO:

1. Chibage tinoiswa muchigayo kuti chiite sei?

2. Kare hupfu hwaiita zvekutswiw­a pai?

3. Kuvanhu vanotaura chiKorekor­e, chibage chinonzi chii?

4. Kuvanhu vanotaura chiManyika chibage chinonzi chii?

5. Kuvanhu vanobwerek­eta chiKaranga chibage chinonzi chii?

***

Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe