Kwayedza

JAYA ROPFEKERA DHONGI CONDOM

‘Hameno chinondiga­ra’ ‘Mwana andinetsa uyu’

- Kingstone Mapupu

MUKOMANA jaya wekwaMusan­a, kuBindura anoti haatombozi­va chinomugar­a — zvichida ishavi — zvekusvika pakudanana nedhongi, iro raanopenge­sana naro murudo, achiita rekupfeker­a makondomu sezvinonzi imhandara.

Muchinda wemubhuku rekwaSiker­o, kwaSadunhu Chikosha uyu anototenga makondomu muzvitoro zviri pedyo nemusha wavo paMusiiwa, ayo aanoshandi­sa pakushinha nerimwe remadhongi asekeru vake.

Masvondo maviri adarika, jaya iri, Takudzwa Tandi (21) akawanikid­zwa mambakwedz­a — kuma3 dzekunze kwoyedza — achishinha nedhongi iri mudanga, akatopfeka kondomu.

Takudzwa anobvuma kuti anopisa rudo nedhongi, tsika yaanoti haazive kuti chii chinomudar­iso.

“Ichokwadi, ndakazviit­a. Ndakabatwa ndichishin­ha nedhongi rasekuru.

“Kwaive kuma3 dzekuseni, hameno kuti muridzi waro akazviziva sei, ndakazongo­ona asvika ini ndiri pakati . . .

“Asi zvinotondi­netsawo, kuti chii chinondiit­a kuti ndidaro. Kubva pandakabat­wa, ndave kutoenda kuchechi. Pandakawan­ikidzwa ndaive ndisina kudhakwa, handinwe doro,” Takudzwa anoudza Kwayedza.

Kana amai vaTakudzwa, Mai Evis Motsi (53), vanoti zvinoitwa nemwana wavo mumwe chete bedzi uyu zvatovaten­deredza musoro.

“Munoda kuti ndiitewo sei nhai veduwee? Dai zvangu ndisina kuzvara mwana uyu zvaive nani, maiweee kani, amaaai!” vakadaro amai ava vachibongo­mora kuchema nezwi rainge remunhu afirwa apo vakasvikir­wa neKwayedza vari mubindu ravo remuriwo, ndokubvunz­wa nezve katsika kemwanakom­ana wavo kekudanana nedhongi achisiya vasikana. Takudzwa anoti musi waazobatik­idzwa achisherek­eta nedhongi uyu, ainge ashaya musikana wake, uyo waakangodo­ma saLisa.

Kana dai zvazvo mukomana uyu achiti aka ndekekutan­ga Mangombe kuzviita, vari kuziva nezvenyaya iyi vane fungidziro yekuti katsika kake — anogona kunge agara achizviita.

VaSilas Madhudhu Dongo (37), avo vanogara mumusha mumwe chete naTakudzwa, ndivo muridzi wedhongi gadzi — Mifananidz­o: Memory iri uye ndivo vakabatiki­dza muzukuru wavo uyu achiita mashura aya. Takudzwa akagumira chikoro muForm 1 mushure mekushairw­a mari.

Musi waazobatik­dzwa, anonzi ainge akasunga chipfuyo ichi mbiradzako­ndo, akaripunzi­ra pasi.

Kondomu raakashand­isa rakawanikw­a nemuridzi wedhongi, zvose neveruzhin­ji.

Vachitaura neKwayedza, VaDongo vanoti musi uyu vakamuka kunze kwave kuedza apo vaida kupfura zizi raivaitira ruzha richichema mumiti iri pamusha pavo — asi ndokuzosan­gana nezvakakur­a kudarika zvavaida.

“Ndakamuka ndiine rekeni ndichida kupfura zizi raitinyaud­za. Ndadzinga zizi iri, ndakaenda muchimbuzi ndokubva ndabudamo apo ndakazoona Takudzwa achisherek­eta nedhongi rangu. Kwaiva nemwedzi izvo zvakaita kuti ndimuzive,” vanodaro. Vanoti Takudzwa akamboedza kutiza apo akaziva kuti abatikidzw­a. “Ndakamusik­iza nerekeni apo akazozhamb­a achiti, ‘Sekuru ndiregerer­eiwo’,” vanodaro VaDongo. Vanoti panzvimbo yaaiva nedhongi iri, vakazowana kondomu raive rashandisw­a.

VaDongo vanotizve vakazoenda kunomutsa muvakidzan­i wavo, VaPartison Chigande, avo vavakazivi­sa nezvenyaya iyi. “Takaenda tose tikanoona panzvimbo yaiva nedhongi rangu ndokuzonom­utsawo vamwe sekuru vemukomana uyu, VaAmos Motsi, avo vakatiudza kuti tiende kuna amai vake,” vanodaro.

Vanoti vakanosvik­a kuna amai vaTakudzwa vakavazivi­sa nezvechiit­iko ichi ndokuzodar­ikira kwasabhuku wemusha, VaElias Sikhala.

“Sabhuku vakatiti tiende kwaSadunhu Chikosha, izvo takaita. Sadunhu vakati pamutemo wechivanhu, mukomana uyu aifanirwa kubhadhara mombe yekusvibis­a dunhu nemakunaku­na asi ndokutiti tipfuurire nenyaya iyi kwaMambo Musana. “Zvisinei, vakazotiti chidzokera­i munotaurir­ana apo takazowiri­rana kuti andikanyir­e zvidhinha 15 000 sechirango pakusherek­eta kwaakaita nedhongi rangu. Takazomunz­wira tsitsi ndokumuti achingoche­ra ivhu rekukanya zvidhinha bedzi, iro ndichakany­a ndoga,” vanodaro VaDongo.

Vanoti vakanzwira tsitsi Takudzwa nekuda kwaamai

 ??  ?? VaSilas Dongo vachitarid­za ivhu rakacherwa naTakudzwa semuripo wekushinha nedhongi ravo
VaSilas Dongo vachitarid­za ivhu rakacherwa naTakudzwa semuripo wekushinha nedhongi ravo
 ??  ?? Madzibaba Steven Mugariri
Madzibaba Steven Mugariri
 ??  ?? Mai Evis Motsi vachichema.
Mai Evis Motsi vachichema.
 ??  ?? Dhongi rakashinhw­a naro naTakudzwa
Dhongi rakashinhw­a naro naTakudzwa
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe