Kwayedza

Jaya ropfekera dhongi c

-

◆ vake avo vanorwara uye kumba kwavo vanorarama zvekutambu­rira.

Vanotizve pavakataur­a nemukomana uyu nezvenyaya iyi, akavaudzwa kuti haazive kuti zvakafamba sei sezvo akazongoer­ekana ave kuzviita.

“Takudzwa aibva kwaMusiiwa nevamwe vakomana vatatu vemumusha muno apo vakapesana, iye ndipo paakazowan­a mukana wekunosung­a dhongi rangu rinonzi Kamoto ndokuita zvaaida naro.”

VaDongo vanoti pavakateve­ra mukomana uyu kumba kwavo, akamboda kuramba nyaya iyi asi ndokuzobvu­ma apo shangu yaaiva akapfeka yakamuteng­esa.

VaDongo vanoti vakambofun­ga pfungwa yekuti varamwe dhongi iri voriendesa kumba kwanaTakud­zwa se “muroora” weko vozotenger­wa rimwe, asi vakaona zvisingait­e sezvo vari sekuru kumhuri iyi.

Pakasvikir­wa amai vaTakudzwa neKwayedza vari kubindu svondo rapera, vakaridza mhere apo vaibvunzwa nyaya iyi vachiti vatori venhau vaifanirwa kutsvaga iye muchinda uyu mbune.

“Ko ini ndadiiko wamuri kutora mifananidz­o? Kuonekwa nyika yose here nenyaya yakadai? Ndiri nherera zvakare ndinorwara, amai kani amaaai! Andinetsa mwana uyu, dai zvangu ndisina kubereka,” vanodaro vachizhamb­a kuchema.

Vanoti vanhu vemunharau­nda mavo vave kuvatsviny­ira vachivati vamwene vedhongi.

“Ndiye mwana wangu chete iyeyu handina mumwe. Akakura asina misikanzwa, handizive kuti zvakabva nepi izvi. Ichokwadi kuti akashinha nedhongi rasekuru. Ini ndakasiyan­a nababa vake vanogara kumusha kwavo kwaMashamb­anhaka, kwaTandi saka ndini ndinogara naye,” vanodaro apo vainge vamira kuchema.

Takudzwa, uyo wavanoti haanwe doro kana kutora zvimwe zvinodhaka, vanoti havazive kuti chii chamupinda.

“Baba vake VaBigson Tandi ndakavaziv­isa nezvenyaya iyi vakati ndizvioner­e,” vanodaro Mai Motsi.

Vanoti havana musikana wake wavanoziva munzvimbo iyi. “Baba vake havadi kumuona, vakambomur­ova akadzoka aine mavanga kumusana nguva yakadarika,” vanodaro.

Pakashanyi­rwa dunhu iri, Takudzwa akawanikwa asipo uye paakazoziv­a kuti aitsvagwa nevatori venhau, akabva anohwanda kubindu kwavo uko akazowanik­wa neKwayedza husiku.

“Ichokwadi ndakawanik­idzwa ndichiita bonde nedhongi raSekuru Madhudhu, kuma3 kunze kwave kuedza. Ndinongoti mweya yakaipa nekuti handizive zvaiitika kwandiri panguva iyi,” anodaro mukomana uyu.

Anoenderer­a mberi achiti: “Ichokwadi kuti ndaiva nekondomu randakabva naro kwaMusiiwa uko ndakariten­ga. Ndakarara naro dhongi iri ndakaripfe­ka.”

Takudzwa anoti anopfeka kondomu nekuti anoda kuzvidzivi­rira kubva kuzvirwere zvepabonde zvingangow­anikwa muzvipfuyo zvakaita semadhongi.

“Kondomu ndakariten­ga kwaMusiiwa uko ndaida kuona musikana wangu Lisa, uyo ndakashaya,” anodaro.

Takudzwa anoti haa kufamba akasunungu­k nda yavo nekuda kwen fungidziro yekuti musik kuziva nezvenyaya iyi.

“Ndakabhadh­ara m nekuchera ivhu rezvi Sekuru Madhudhu. Asi n sirwa pamaitiro aya nem n’anga nekuti handizive fambirawo sei. Kuita sem akasvikirw­a uye sabhu Madhudhu vakati nyay

“Kuna amai vangu, n ruregerero, munhu av nekuda kwenyaya iyi,” a dzwa. Sadunhu Chikosh Chidziva (64) — vanoti svika mudare ravo ndo wemusha uyu nevanhu v nayo kwaMambo Musa

“Ini handibate mhos nemakunaku­na, dzin mambo uko ndakati v vakataurir­ana voga ha mana uyu akasvibisa du fanirwa kuripa momb Musana,” vanodaro.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe