Kwayedza

Mazviwanza, rikave zita remwana

-

NYAYA yokuda kuve mberi sechigaro chamufundi­si kana sehomwe yeepuroni inopfekwa navabiki, inoparira. Homwe inotungami­ra mberi kunge ndiyo amai vemba vanoziva zvinobikwa mukicheni.

Kunyange mberi kuine moto, unoona homwe ichida kutungamir­a chete. Uyu muenzaniso wezvimwe zvinoitwa navamwe pakati pedu. Zvino kana ivo vachirover­a kuenda, vanoudzwa kuti tsvaru akazvara tivu. Mai havatukwi, unotanda botso.

Munyika ina vanhu vanopfuura mamirioni gumi namana, sei kuda kungove mberi sechigaro chamufundi­si, uyewo sei kuzviita munhu anoziva kupinda ani nani zvake? Madzimai anopa vana mazita okuti Mazviwanza, havana kumborasik­a, nokuti zvinenge zvapinda mwero.

Uyewo mhuka inonzi dhongi ine nharo, ndosaka zvichinzi manyemwe edhongi pachigayo.

Unoona dhongi richimira pakati pomugwagwa iko kuri kuuya bhazi. Harikatare. Mutyairi anoridza bhera aridzazve kuti rizobva mumugwagwa. Harizivi kuti NDINORANGA­RIRA mugore 2013 apo mutungamir­i wenyika President Robert Mugabe vakakokwa semuyenzi anoremeked­zwa pamabiko epaGMB Murehwa, vakataura mashoko anoti kuti unzi musha, unofanirwa kuita mombe. Vakaendere­ra mberi vachiti mombe ibhanga remurimiri, anogona kutengesa mombe paadira mari.

Izvi zvakandipa­wo shungu dzekutanga kupfuya mombe.

Muchinyorw­a chino, ndinoda kuti tibatsiran­e kuchengete­dza mombe kuti dzisarase hunaku (grade) hwadzo tichishand­isa zvishoma zvatinowan­a pakudziche­ngeta. Ndinofunga munowirira­na neni kuti kubva pamwedzi waChikungu­ru (July) zvichinoba­ta mwedzi waMbudzi (November) gore roga-roga mombe dzinodziki­ra zvekuti makoronyer­a vanomhanya vachinodzi­tenga kumaruwa nemutengo unosiya murimi aine shungu dzekurasik­irwa neupfumi hwake.

Mombe chipfuyo chinokosha zvikuru mubhizinis­i rekurima, dzinopa murimi mari apo anenge ari pakati pekugadzir­ira mwaka unotevera, mari inofanira kuonekwa ichingopin­da muhomwe yemurimi panguva ipi zvayo yegore. Saka murimi kana asina madiridzir­o, ndipo panoshanda vamwe vatyairi havazvitsv­agi, vanoritsik­a. Mangwana zvakare unooona richinge kudenha chaiko, ronoti zikiti zvakare pakati pomugwagwa. Inharoka dzokufunga kuti munondidii?

Vanhu vari kuzevezera­na kuti mukuru wamauto General Constantin­o Dominic Guveya Chiwenga vakashaura gure muhurukuro yavakaita nevakuru vemapepanh­au eHerald neSunday Mail svondo rino, vamwewo vachiti, kana usina kunzwa zvakataurw­a, mheno zvauri kutsvaga. Matsi kana mbeveve vakanzwa kuti pane vari kunzi mave kuda kutijairir­a, mapinda nemwenje mudziva.

General Chiwenga vakataura nhoroondo yenyika vakati Zimbabwe haina kuuya neTwitter kana Facebook, asi kuti yakauya nokudeuka kweropa ravana veZimbabwe vakawandis­a, saka zvamuri kupenga kana kuri kupenga, pengera kwawakaroy­iwa.

Zviri pachena kuti vaiti iyewe musinzwi, wakanyangi­ra yaona, uye kuti vambenge vakanyarar­a zvavo vachiona vanhu vanove vakuru mubato nemuHurume­nde vachiita kunge vari kutamba mahumbwe.

Vakavaita zviya zvinonzi pachiRungu, “Give a man enough rope mombe kuti dzimupe mari.

Ndinofunga mose muZimbabwe munowirira­na neni kuti President Mugabe vanogara vakaudza nyika yose nezve nyaya yekuvandud­za zviwanikwa nezvirimwa kuitira kuti tiwedzere hukoshi hwezvinhu zvedu zvichizoti­pa mari inokodzera pakuzviten­gesa. Makambozvi­fungawo here kuwedzera kukosha kwemombe kuburikidz­a nekupamhid­zira kukosha kwehuswa nemashanga echibage, and he’ll hang himself,” kunyange ivo vachifunga kuti vari kushamisir­a vachiti, “kuvhunduka chati kwatara hunge uine katurikwa.”

Muhurukuro ine musoro unoti, “Command Agricultur­e: The gloves are off . . . ‘ This nonsense can no longer be tolerated!’”, yakabuda muHerald musi wa27 June, Gen Chiwenga vakapedzis­a neyambiro yokuti: “This guy who is vomiting that nonsense about Command Agricultur­e, he has some other forces behind him? . . . and we know that the tweeting is coming from Baba Jukwa and company, we know that. But I think he has got to where we wanted him to. Let me leave it at that.”

Kana ameni yacho inonetsa kubuda, nokuti kana kwave kudzoka vana Baba Jukwa vaifungidz­irwa kuti vave muchenje, woziva kuti nyika yange yapinda mumaoko akaipisisa, emuvengi.

Vakataurwa naGen Chiwenga ngavarege kumbotinye­ngedza, nokuti kaitiro kavo ndekekunge vari kugadza vamwe humambo, ivo vari ivo vakateya humambo hwacho.

Zvinonzwis­a tsitsi ndezvokuti vaye vanoti tinokufari­rai paTwitter havavhote, uye ruzhinji havasi zvizvarwa zveZimbabw­e. Dai vaivhota, muchishand­isa munyu nemolasses muchizopa mombe mvura yekunwa yakawanda?

Pakukohwa chibage, varimi torai mashanga moachenget­a pakakwirir­a, pane mumvuri, pasingasvi­ki mvura kana zuva uyezve paasingady­iwe nezvipfuyo zvichitamb­isa. Gore rino Mwari vakatigone­ra takawana mvura yakawandis­a izvo zvakatisiy­a tiine huswa hwemafuro hwakakuris­a. Saka ngatitorei mukana uno kumweta taiti pamwe munawo mukana.

President vakabvirir­a riini kuti nhaurwa dzeHurumen­de (dzemuCabin­et) kana musangano hazvingonz­i bvu-u paTwitter kana paFacebook? Asi takaona ivava vari kutaurwa naGen Chiwenga vasina hanya nazvo, vachizviro­va dundundu nokutsorop­odza zvirongwa zveHurumen­de. Wozvibvunz­a kuti kuvimba nei kana gurukota reHurumend­e riri zvakare nhengo yePolitbur­o neCentral Committee richizvisi­kira moto muziso kudaro.

Kana President vakati nyaya dzebato hadziendes­wi pa”social media” woona munhu iri pikerere kudziendes­a nokunyomba dzimwe nhengo dzebato nemamwe makurukota eHurumende, unozvibvun­za kuti kuzvidza uku kukaitwa nemunhu wese, Zimbabwe ingave nyika ine chiremera here? Pasi pomusuva wesadza panei?

Chii chinopa munhu kuti nanga-nanga nechirongw­a chokurima cheCommand Agricultur­e chinorumbi­dzwa noruzhinji gore rino kuine maguta, kunge munhu ari pabarika nechinhu chinonzi Command Agricultur­e? Iwo mweya wokuti ndini chete ndinogona kufunga nokuronga unobva kupi?

Hurumende yakazvimis­ira kuti zvese zvinobva muvhu zvipe huswa hwatinokwa­nisa tohuchenge­tedza sezvatinon­goita mashanga. Tinogona kugadzira madhiramu mairi kana matatu atinoisa muchikochi­kari ekuzonotor­esa mvura, nekuti hazvikurud­zirwe kuti mombe dzifambe rwendo rwakareba dzichinots­vaga mvura yekunwa.

Huswa hwatamweta hunogona kumboshand­iswa mumatanga ehuku, mozobvisa pamwe nematoto acho mochengete­dza zvakanaka. Tozoti pundutso kuvanhu, saka kana uchishora chirongwa chokurima zuva nezuva, kunge unorarama nemhepo toti uri munhu ane pfungwa yokuvaka here?

Kuzvikudza kusina maturo. Bhaibheri rinoti Lucifer, ave kunzi Satani nhasi uno akazvitutu­madza nekuti ndiyo yaive ngirozi huru, basa rayo riri rokurumbid­za Mwari. Asi rimwe zuva akachiva chigaro chaMwari akafurira dzimwe ngirozi kuti varwise vachitore. Zvakakona. Nhasi ndivo vave mweya iri kutambudza vanhu, mweya yetsvina.

Vamwe takazvarwa Zanu-PF yatovepo, tikakura tikaona vachitatsu­rana, asi vachibatan­a, nokuti vanoziva kuti rusununguk­o rwunoburit­sa zvizhinji vanhu vakabatana.

Mumwe munhu akaudza Mukwende kuti pfungwa yokuti vanogona kuparadza Zanu- PF kutamba namatope pasina mvura, nokuti kubatana kwayo kunenge kwekeke rinobikwa nezvinhu zvakasiyan­a-siyana, zvokuti zvimwe ukazviona zvichiiswa, hauridye. Asi kana raiswa apo rave keke, rinonaka, uyewo hazvigoni kuti uzopatsanu­ra tunhu twese twuya twakaiswam­o.

Tosangana paChina chounogara!

 ??  ?? Mombe dzikacheng­etwa zvakanaka dzinopa murimi mari pakudziten­gesa
Mombe dzikacheng­etwa zvakanaka dzinopa murimi mari pakudziten­gesa
 ??  ?? Ivan Craig
Ivan Craig
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe