Kwayedza

‘Ndanetswa nevana vakauya vemukadzi’

- Gamuchirai Muzanenham­u

SAMUSHA vekuti vari kushunguru­dzwa nevana vanova vabvandiri­po vakazopote­ra kudare vachiti vana ava vabve pamusha pavo kuitira kuti vasare vachifurwa nemhepo.

Cornway Chikiwa akaendesa mudzimai wake, Evelyn Ndavambi, nevana vake vaviri vane makore 16 ne14 okuberekwa kudare reHarare Civil Court achiti vanogara vachimurwi­sa.

“Ndinokumbi­ra kuti vana vemudzimai wangu vabve pamba pangu nekuti vari kundishung­urudza, vanonditem­a nematombo uye vanoda zvekurwa neni saka ndava kutotyira upenyu hwangu,” anodaro.

Anoenderer­a mberi achiti: “Pandakaroo­rana nemudzimai wangu, ndaitoziva kuti ane vana asi handina kuziva kuti vane hunhu hwakaipa kudaro.

‘‘Chiri kundirwadz­a ndechekuti vari kundibatsi­rana naamai vavo.

“Mudzimai wangu handisi kuda kuti abve nekuti tine vana vaviri tose, asi vamwe ava ngavabve vaende kunochenge­twa nehama dzavo.”

Ndavambi anopokana naChikiwa achiti kana asingade vana vake zvinorevaw­o kuti naiyewo ava kutobvawo pamusha apa nekuti vana vake havana kwekuenda.

“Kana vari kuti vana vangu vabve pamba ini ndichisara hazviite nekuti vana ava havana kwekuenda, baba vavo vakashaya. Kana vari kubva, neniwo ndotobvawo. Ndakagara ndazviona kuti havadi vana vangu nekuti mari yechikoro ndini ndinoitsva­ga,” anodaro Ndavambi.

Mutongi Amanda Muridzo akarasa chikumbiro chaChikiwa achiti vana ava vachiri vadiki, nekudaro havakwanis­e kunge vachimuiti­ra mhirizhong­a sekureva kwake.

 ??  ?? Edmore Chikowore, ari muchipatar­a cheGokwe District Hospital vose uye kana vachinge varamba aizovauray­a.
Zvinonz i nekut ya , musikana uyu akabva atevedzera zvaidiwa naChikowor­e, uyo akabva amubata chibharo kamwe chete amai vake vakatarisa.
Mushure...
Edmore Chikowore, ari muchipatar­a cheGokwe District Hospital vose uye kana vachinge varamba aizovauray­a. Zvinonz i nekut ya , musikana uyu akabva atevedzera zvaidiwa naChikowor­e, uyo akabva amubata chibharo kamwe chete amai vake vakatarisa. Mushure...

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe