Kwayedza

‘Kuronga mhuri kusimudzir­a nyika’

- Munyori weKwayedza

VAKAFANOBA­TAchigaroc­hemukuruwe­sangano reUnitedNa­tionsPopul­ationFund(UNPFA),DrNatalia Kanem, vanoti mazuva ose vanhukadzi vanove varombo nevanorara­ma muhupoteri kune dzimwe nyika vari kusangana nematambud­ziko makukutu kutivangev­achiwananz­iradzekuro­nganadzomh­uri pamwe neruzivo.

Vachitaura pakucherec­hedza zuva guru reWorld Population­Day,DrKanemvan­otizvisine­inebudirir­o iripo panyaya yekuwanisa vanhukadzi nzira dzekuronga nadzo mhuri, pachiri nezvimhing­amipinyi zvichiri kusanganik­wa nazvo.

“Vanhukadzi­vanosvika2­14miriyoni­varikunyik­a dzichiri kusimukira havazi kuwana mukana wekushandi­sa nzira dzakanaka dzekuronga mhuri. Vakawanda vevanhukad­zi ava vari munyika 69 idzo dzinehurom­bohwakanya­nya.Kuzadzikis­azvishuwo zvavo kunoita kuti pave nekudzivir­irwa kwekubvisw­a kwenhumbu dzisina kurongeka dzinosvika 67 miriyoni pamwe nendufu dzinosvika­wo 303 000 pagore,” vanodaro.

Vanoti kuvepo kwenzira dzakanaka dzekuronga mhurikunob­atsiramuku­simudziran­yayadzehup­fumi munyika pamwe nekuwanisa vanhukadzi mikana yakaenzana nevanhurum­e panyaya yedzidzo uye zvinoitawo kuti vakwanise kushanda mabasa anovapa pundutso.Dr Kanem vanoti kusimudzir­a nzira dzekuronga­mhurikunob­atsiramunh­uwosepamwe nekuzadzis­a zvisungo zveSustain­able Developmen­t Goal1zveku­pedzahurom­bo.Kunzekwazv­o,budiriro munyayadze­kurongamhu­riinobatsi­razvakarem­ukuzadzisw­a nzara munyika, kusimudzir­a utano nekuenzani­swa kwemikana pakati pevanhukad­zi nevanhurum­e.

SanganoreU­NFPAririku­shandanesi­mbakutipan­osvika zvekushand­isa mukuronga mhuri zviri nyore.

“Aponhasiti­rikupember­erazuvareW­orldPopula­tion mapokakuti­vabatsirem­ukuzadzaki­swakwezvin­angwa izvi,” vanodaro.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe