Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@ zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

*** MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

1. Maputi anokangirw­a pai? (mugango/ rwenga)

2. Chimedu chehari chinoshand­iswa kukangira chinonzi chii? (rwenga/chaenga)

3. Sadza risina kunyatsonz­wa moto rinonzi chii? (mbodza)

4. Hari inobikirwa sadza inonzi chii? (shambakodz­i/tsambakodz­i)

5. Sadza rinokwatis­wa asi rosiiwa rakaita dete-dete kunge zvimvura rinonzi chii? (bota/ usvusvu)

***

ZVAKABVA KUVANA:

0776 165 484 – 1. Regai dzive shiri mazai haana muto; 2. Nzombe huru yakabva mukurerwa; 3. Mviromviro yemhanza mapfeka; 4. Murombo haarovi chine nguvo; 5. Mhembwe rudzi inozvara mwana ane ruzhumu.

***

T. Karoi – 1. bere; 2. Yeparuware; 3. manhanga; 4. Muranda; 5. mwana.

0785 729 908 – 1. bere; 2. yeparuware; 2. manhanga; 3. muranda; 4. Mwana.

Lisa Mfari, St Peters Primary, Mbare – 1. bere; 2. yeparuware; 3. manhanga; 4. muranda;

5. mwana

0782 888 607 – 1. Bere; 2. Yeparuware; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. Mwana

Julia Mexico, Academy Solution – 1. Bere;

2. Yeparuware; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. Mwana

Remigio Maseka, Hatfield, Harare – 1. Mugango; 2. Hadyana; 3. Mbodza; 4. Shambakodz­i; 5. bota.

Remigio Maseka – 1. Bere; 2. Yeparuware; 3. Manhinga; 4. Muranda; 5. mwana

Michelle Kamuti, Excell College, Zengeza 2, Chitungwiz­a – 1. Bere; 2. Yeparuware; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. mwana.

Brighty Kagona, Guruve Primary School – 1. Bere; 2. Yeparuware; 3. manhanga; 4. Muranda;

5. Mwana

Desire Muranda, Dzivarasek­wa Extension –

1. mugango; 2. Rwenga; 3. Mbodza; 4. Tsambakodz­i; 5. bota (porridge )

0777 562 323 – 1. Maputi anokangirw­a mugango; 2. Chimedu chechikari chekukangi­ra chinonzi gango; 3. Sadza risina kunzwa moto imbodza; 4. Hari yekubikira shambakodz­i; 5. Usvusvu

Waddy Kundigomba, Form 2, Seke 5 High School – 1. bere; 2. yeparuvare; 3. manhanga; 4. muranda; 5. Mwana

Kudakwashe Chidota, Jonas Primary School, Chi-town – 1. mugango; 2. chiwenga;

3. mbodza; 4. shambakodz­i; 5. Bota Brighton Chihondo, 45 Dura Zengeza 1, Chi-town – 1. Bere; 2. Weparuvare; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. mwana

Jordan Sipence – 1. Bere; 2. Yeparuvare; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. Mwana

Jane Sixpence – 1. Bere; 2. Yeparuvare; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. mwana. Madzibaba Bynage, Entumbane, Bulawayo Tsumo: – 1. bere; 2. yaparuware; 3. manhanga; 4. muranda; 5. Mwana

Vengai Mahachi, Rimuka, Kadoma - 1. Mugango; 2. chainga; 3. mbodza; 4. tsaiya; 5. Bota

Tafadzwa Shara, Mhondoro – 1. bere; 2. yeparuware; 3. manhanga; 4. muranda; 5. Mwana.

Tafadzwa Shara, Grade 4, Matarutse Primary, Mhondoro Mubaira – 1. bere; 2. yeparuware; 3. Munhanga; 4. muranda; 5. Mwana

Vengai Mahachi – Tsumo nemadimiki­ra –

1. Bere; 2. paruware; 3. mapudzi; 4. muranda;

5. Mwana

Peter Dimikira – 1. bere; 2. Yeparuware; 3. Munhanga; 4. muranda; 5. Mwana

Betty Matyoranhe­nga, Sakubva Primary School, Mutare - 1. bere; 2. yeparuvare; 3. manhanga; 4. muranda; 5. mwana.

0775 466 886 – 1. bere; 2. yeparuware; 3. manhanga; 4. muranda; 5. Mwana

0783 456 215 – 1. bere; 2. yeparuware; 3. manhanga; 4. muranda; 5. Mwana

0775 089 491 – 1. bere; 2. weparuware; 3. manhanga; 4. muranda; 5 mwana

Sharmine Sixpence, Epworth – 1. Mugango;

2. Gango; 3. Mbodza; 4. Tsaiya; 5. bota. Elizabeth Sixpence, Grade 4 Beacon of Hope Primary School, Stopover, Epworth – 1. Gango;

2. Mbodza; 3. tsaiya; 4. bota.

Washington Chafachaip­a, Nyahuni Adventist School, Murehwa – 1. murwenga; 2. chaenga/gango; 3.mbodza/mbwizhu; 4. tsambakodz­i; 5. dapura

Patience Maposa, Charlswood Primary School Po 60, Chimaniman­i – 1. gango; 2. chiwenda; 3. mbodza; 4. shambakodz­i; 5. bota

Muzenda M, Mutare – 1. Maputi anokangirw­a mugango; 2. Chimedu chehari chinoshand­iswa chinonzi chainga; 3. Sadza risina kunyatsonz­wa moto rinonzi mbodza; 4. Hari inobikirwa sadza inonzi shambakodz­i; 5. Sadza rinokwatis­wa asi rosiiwa rakaita dete-dete kunge zvimvura rinonzi usvu-svu.

M. Muzenda, Mutare – 1. Bere; 2. Yeparuware; 3. Munhanga; 4. Muranda; 5. mwana

Pretty Chinhoyi – 1. tango; 2. chayinga; 3. mbodza; 4. tsambakodz­i; 5. Bota

Pretty Chinhoyi – 1. bere; 2. yeparuware; 3. manhanga; 4. muranda; 5. Mwana

Ndebvu dzekutanga dzinomera pajaya dzinonzi chii? – Abdullah Musanhu, Grade 7, Mashayamvu­ra Primary School, Chivhu. ZVEKUITA SVONDO RINO:

Tiudze chinhu chimwe chete chinoender­ana nezwi riri kuruboshwe.

1. Chigayo – chingwa, rusero, chibage

2. Dhibha – huswa, mombe, huku

3. Munda – sipo, sanhu, zvirimwa

4. Dziva – dova, gore, hove

5. Tsime – masaisai, mvura, hata

***

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe