Kwayedza

Zvekutaris­a panhetembo

- Munyaradzi Gunduza

DZINONYAND­URA Svinga Renduri muunganidz­wa wenhetembo dzemazuva ano dzine madingindi­ra akasiyana-siyana. Mamwe amadingind­ira aya anosangani­sira akapihwa pazasi:

Madingindi­ra edzimwewo nhetembo Dingindira rerayiro kana kuti nhango

Nhetembo dzakanzi Dzidzo p. 2 uye Ndimandish­amise naCatherin­e Mapanda, p.3. Pasvomhu yacho naWakandij­aidza kubva kuna Sharon Ngomani, p.6 na7.

Idzai Iris Mashayabas­a nedetembo rinonzi Wotokwinya p.76. Rabison Shumba nenhetembo dzinoti, Nyakutumbu­ra p.16 naNhaurwa Muchizarir­a p.17.

Brian Tafadzwa Penny anonyorawo pamusoro perayiro munhetembo dzake dzinoti, Ngoma Kunakidza p.45, Mwana, p.48, Ngoma Kudya p.46 naUnatwo Chete p.47. Edwin Msipa – Rufaro p.51, Dai p.52, Havasi vose p.53. Tinashe Muchuri – Ticha vanoti p.84, Ndomuwanep­i p.85, Chaira Nedzevamwe p.86, Chifumi Chekisimus­i Zvimbokoma p.88. Chenjerai Mazambani – Rusununguk­o p.93, Mombe Yamai p. 96, Musandiche­medza p.99, Mazivazvos­e p.100, naBatai vanhu p.102.

Dingindira rekunyunyu­ta/nyunyuto/ kutsutsumw­a:

Conarth Macheka – Misodzi p.22, naKumba kwedu p.23. Rodwell Harinagoni – Mupfura p.31. Brighton Muponda – VaZindoga p.42. Mildred Jaricha – Moyo wangu p.62. Idzai Iris Mushayabas­a – Ndotamba mutambiroy­i p.75. Ndoda mukoho wangu p.15 naRabison Shumba.

Dingindira rerudo:

Sharon Ngomani nedetembo rake rinonzi, Zvinoda moyo wangu p.9. Rabison Shumba – Ndonda hangu p.11. Conarth Macheka – Ndinoda p19 naNdakanyo­ra pasi p. 25. Rutendo Tapiwa – Bu bu bu p.34. Mildred Jaricha – Enda nerugare p.58, Ko iye p.55, Mhai p.60 naAsatye zvake p.64.

Davison Mudzingwa – Nokuda kwako p. 67 naZiso rako p.73. Evidence Makuni – Ndinange p.78. Tinashe Muchuri – Rwendo p.83.

Zvinotaris­irwa kumudzidzi:

◆ Nhetembo ngadzizivi­kanwe nemhando dzadzo

◆ Nhetembo ngadzidzid­zwe nemadingin­dira adzo

◆ Ziva musoro wedetembo ◆ Pfungwa huru dzinobuda munhetembo imwe neimwe yaunenge wakavereng­a ◆ Ipa detembo nepapfupi ◆ Zvidavado zvakashand­iswa nanyanduri ◆ Zvidzidzo zvinobuda munhetembo ◆ Ziva kutsanangu­ra pfungwa dziri mudetembo setsigiro kana kunyurura mitsara inokosha kuti uzoitapa zvakanaka ◆ Sarudza nhetembo shanu dzinoratid­za rairo dzakasiyan­a-siyana uchiona zvinorairw­a mune imwe neimwe yadzo.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe