Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

NDAPOTA ndishambad­zeiwo kani? Ndiri murume ane makore 34, ndinodawo mudzimai anoshanda uye ane vana 2 kana 1. Zvizhinji totaura. Fonai kana kutumira sms pa0772 237972.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 30, ndinotsvag­awo murume akavimbika asingarwar­i uye anoshanda. Andida ngaandibat­e pa0776 402 411. ***** Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 39 ndinotsaga­wo mukadzi wekuroora. Nhare yangu 0773 023 486.

***** Makadii henyu? Ini ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa, ndinogara ndega kwaRusape uye ndinodawo musikana wekuroora ari pachokwadi. Ndinozvish­andira, nhare yangu 0776 610 540.

***** Ndinofara nechirongw­a chenyu. Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1, ndinotsvag­awo mukadzi kana musikana anoda zvemba asina chirwere seni. Ngaave ane makore 20 kusvika 30. Anodawo zvechechi ngaandibat­e pa0713 575 319.

***** Makadiiko veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 48 ndakafirwa nemudzimai, ndine vana vatatu uye ndinodawo mudzimai ane mwana mumwe akafirwa kana asina. Ngaave ane makore 35 zvichidzik­a uye anoda kutorwa ropa, anoda zvekumusha. Handishand­i, ndinogara kuChiweshe.

Andifarira­wo ngaandibat­e pa0778 982 609.

***** Makadii veKwayedza? Ndakambony­orera kuchirongw­a asi handina kuwana wandaida. Ndiri mukadzi ane makore 36 ndinodawo murume ane makore 37 kusvika 41 asinganwe doro ane mwana 1 kana 2. Ngaave anoshanda kana kuita mabasa emaoko. Ndinoda akazvipira kunoongoro­rwa ropa asina chirwere, ari pachokwadi uye anoda zvekuroora asinganwe doro kana kuputa fodya. Andifarira anondibata pa0718 611 780.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 32 nemwana 1, ndiri HIV positive. Ndinoda mukadzi anonamata ane mwana wakewo ane makore 25 kusvika 30. Ndinoshand­a ndiri muHarare, nhare yangu 0775 126 879.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 22 akanaka uye ari pachokwadi. Kana aripo ngaandibat­e pa0782 886 677.

***** Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvag­awo musikana ari pachokwadi asingarwar­e. Ngaandibat­e pa0776 692 508.

***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 20 nemwana mumwe, ndinotsvag­a murume wekushamwa­ridzana naye asina chirwere anoda kuti tinoongoro­rwa pachena. Andifarira ngaandibat­e pa0778 335 123.

***** Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvag­awo musikana ari pachokwadi asingarwar­e. Ngandibate pa0776 692 508.

***** Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 2 ndinotsvag­awo murume anoda kuroora ari HIV negative. Ngaave anotya Mwari, andida ngaandibat­e pa0775 013 051.

***** Makadii veKwayedza? Mukandibur­itsawo muchirongw­a chenyu ndingafare ndakambony­orera kuchirongw­a ndikashaya wandinoda. Ndinotsvag­awo mukadzi anoda zvemusha ari pachokwadi seni ane zvaanoitaw­o. Andifarira anofona totaura zvakawanda pa0733 156 395.

*****

Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvag­a mukadzi wekuroora ari pachokwadi ava kuda zveimba chero ane mwana 1. Ndiri HIV negative, anoda ngaandibat­e pa0718 292 382.

***** Makadii? Ndinotsvag­awo murume ane makore 40 kusvika 45 asina mukadzi anoenda kumasowe. Ndine makore 40 nevana vaviri. Ndinogara kuDombosha­va uye ndinozvish­andira. Andifarira ndibate pa0773 170 066.

*****

Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora anoshanda kana ane zvaanoita muhupenyu. Ndine makore 46, zvakawanda tozotaura pa0773 745 220.

***** Makadini veTishamwa­ridzane? Ndingafare mukashamba­dzawo yangu tsamba ndanzwa nekunyorer­a. Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 25 asi vano-

tamba kwete. Andifarira ngaandibat­e pa0773 167 033.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai

ane makore 36 akafirwa, ndinodawo murume ane rudo anoda zvekuroora. Andifarira ngaandibat­e pa0733 065 749 kana kutumira sms.

***** Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 18, ndinotsvak­awo musikana ane makore 18 zvichidzik­a wekufambid­zana naya kusvika pakurooran­a. Andida ngaandibat­e pa0776 434 873.

***** Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 26 ndinotsvag­awo murume anoda kuroora uye ane rudo anoshanda. Anoda ngaandibat­e pa0783 838 970 asi matsotsi kwete.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20 ndinotsvag­awo mukomana anondiroor­a ari pachokwadi anoshanda ane makore 30 zvichidzik­a. Anondida ndibate pa0775 368 829. *****

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe