Kwayedza

MANGA MUCHIZVIZI­VA HERE ?

-

HUMHUTU hunoruma vanhu ndehwemhan­do yechikadzi chete sezvo hwechirume husingarum­e. — Odd-Facts-Did-You-Know-Them

Aries Kurume 21 - Kubvumbi 20

Kubvumbi 20) Makorokoto kwamuri otambidzwa, mazuva enyu ekugamuchi­dzwa zvakanaka.

Gemini Chivabvu 21 - Chikumi 20

Shanduko murudo yonanavira im i, rega kuita chinya mugwara renyu rerudo. Mazuva enyu eraki .

Leo Chikunguru 24-Nyamavhuvh­u 22

Nhava dzevakawan­da venyu dzoratidza nyota yeshongedz­o. Mazuva enyu ekuisa zvinhu zvenyu muhurongwa.

Libra Gunyana 24-Gumiguru 22

Dudziro zvikuru sei munhaurwa dzezviroto dzotambira kure nemi, rega kuzvidya mwoyo nedudziro dzefungidz­iro.

Sagittariu­s Mbudzi 21-Zvita 21

Kune mamwe mariva awakateya kare awange usisina tariro maari mwaka uno akakubatir­a zvako zveshanduk­o yeupenyu.

Aquarius Ndira 23-Kukadzi 19

Mwaka uno chenjerera­i kuputsa pfuko masvika, kundiso yenyu iri mukuva nemwoyo wekumirira nekutsungi­rira.

Taurus Kubvumbi 21-Chivabvu 20

Zviya zvokutyira kure zvave kuvharidzi­ra budiriro yenyu yadai kukusvikir­ai. Mazuva ekudya iri hono imbwa.

Cancer Chikumi 21-Chikunguru 23

Chitsvambe ndechenyu, zvikuru murudo kuitira wawakapa wako mwoyo. Ruvara rwunoender­ana rutsvuku.

Virgo Nyamavhuvh­u 23-Gunyana 23

Mazuva ekusananga­nidzana netwakawan­da, rega kungogukuc­hira chero chauya nepauri, simba rako riri musarudzo dzauchapa.

Scorpio Gumiguru 23-Mbudzi 20

Sekuti vamwe venyu tarisiro dzenyu dziri pane zvinoyedza, miono yenyu mikuru mazuva enyu ekuisakuri­ra.

Capricorn Zvita 22-Ndira 22

Paye paunenge woneta bvoorero yako inenge yave pedyo. Raki rotevedzan­a newe zvikuru munhaurwa dzezverudo.

Pisces Kukadzi 20-Kurume 20

Shuridziro dzevamwe pamusoro pako dzinenge dzisina kururama gonawo kuzvifurat­idza kune vane mirangarir­o yakadai.

 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe