Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers. co. zw kana patrick.shamba@zimpapers. co. zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako. ***

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Mavara akakakanya­niswa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Uchishandi­sa rubatsiro rwemazwi anotsanang­ura akapihwa, ronga mavara akakanyani­swa aya kuti areve chinhu.

1. ndaag – munorara mombe (danga)

2. nodgo – musha wakatamwa (dongo)

3. amvsusuv – bota (masvusvu)

4. tiad – rinoshandi­swa pamwe nemiseve (dati)

5. imeves – inoiswa padati (miseve)

***

ZVAKABVA KUVANA:

0784 580 238 – 1. Pane charirova zizi harife rega; 2. Akanga nyimo avangarara; 3. Tinotenda maruva tadya chakata; 4. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara; 5. Aive madziva ave mazambuko ***

0777 690 704 – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4?; 5?

***

Faith C. Matox kwaZiko – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve.

***

0774 746 398 – 1. Roga; 2. Ngarara; 3. Chakata; 4. Anorwara; 5. Mazambuko.

***

Mavis Kamuti, Chitungwiz­a – 1. Rega; 2. Ngarara; 3. Chakata; 4. ari kurwara.

*** Makanaka Kamuti, Chi-town – 1. Danga;

2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve.

***

Michelle Kamuti, Chi-town – 1. Danga;

2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve.

***

Jeff Kasakaza, Chitungwiz­a – 1. Rega; 2. Ngarara; 3. Chakata; 4. ari kurwara; 5. Mazambuko.

*** Tadiwanash­e Kamuti, Chitungwiz­a, 0773 794 295 – 1. Rega; 2. Ngarara; 3. Chakata; 4. Anorwara; 5. mazambuko

***

Mai Applaude – 1. Pane charirova zizi harife roga; 2. Akanga nyimo avangarara; 3. Tinotenda maruva tadya chakata;

4. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara; 5. Aive madziva ave mazambuko.

***

0776 418 923 – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve.

***

0713 812 818 – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve.

***

Blessi Musariri, Grade 4, Lorn Primary School, Odzi – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. miseve

***

Desire Muranda, Dzivarasek­wa Extension – 1. Nemhepo; 2. Avangarara; 3. Chakata; 4. Anorwara; 5. mazambuko.

***

Desire Muranda, Dzivarasek­wa Extension – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve. *** Gugulethu Panashe Gumpo, Grade 6, Nyanhewe Primary School, Kariba – 1. Danga; 2. Dongo; 3. Masvusvu; 4. Dati; 5. Miseve. ***

0783 455 739 – 1. harife roga; 2. Avangarara; 3. Chakata; 4. Anorwara; 5. Mazambuko.

***

Morgan Munemo, 0777 116 955, Chitown – 1. Nemhepo; 2. Vangarara; 3. Chakata; 4. Anorwara; 5. mazambuko.

***

Thomas Musila – 1. Pane charirova zizi harife roga; 2. Akanga nyimo avangarara; 3 Tinotenda maruva tadya chakata;

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe