Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers. co. zw kana patrick.shamba@zimpapers. co. zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

***

MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Mavara akakanyani­swa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Iwe uchishandi­sa rubatsiro rwemazwi anotsanang­ura akapihwa, ronga mavara akakanyani­swa aya kuti areve chinhu.

1. avstan – mwana wemhembwe (tsvana)

2. nazvanvenz – mwana wenyoka (nzvenzvana)

3. rhumu – mwana wenzou (mhuru)

4. ohyni – mwana wehuku (nhiyo)

5. ayhawna – mwana wehwayi (hwayana)

***

ZVAKABVA KUVANA:

Zviito Perekani, Crowhill Views – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo;

5. hwayana. *** Kudakwashe Kvee Munyonga, Mutoko – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. hwayana.

***

0784 920 211 – 1. tsvana; 2. nzvenzvana;

3. mhuru; 4. nhiyo; 5. Hwayana.

*** Kudakwashe Kvee Munyonga – 1. muromo; 2. mapfeka; 3. chinenguwo; 4 pamutenure; 5. mashe.

***

Desire Muranda, Dzivarasek­wa Extension – 1. Maoko; 2. Mapfeka; 3. anenguo;

4. Pamutenure; 5. Marishe.

***

Colleen Shunje, East View – 1. Tsvana;

2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. Hwayana.

***

Lisa Nhokwara, Rio Tinto Mhondoro – 1. Moyo; 2. Mapfeka; 3. Chinenguwo; 4. Pamutenure; 5. Mashe.

***

Lisa Nhokwara – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. hwayana.

*** Precious Tome, Chinzanga Primary School, Grade 7 Blue – 1. Maoko; 2. Mapfeka; 3. Chinenguwo; 4. pamutenre;

5. mashe. *** Maphosa Thandanani, Darwin Primary School, Grade 7 Green, Mount Darwin – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. Hwayana.

***

Varaidzo Sandengu, Guruve – 1. Tsvana;

2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. hwayana.

***

0773 961 162 – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana;

3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. Hwayana.

***

Tizai Makonese, Budiriro 3 Primary – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo;

5. Hwayana.

***

Warren B. Chakanetsa, Cheunje High School, Murewa – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana;

3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. hwayana

***

Desire Mazarura, Chinembiri Primary School – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. hwayana.

*** Rumbidzai Chando, Sikwiti Primary School, Gokwe Nembudziya Chireya – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo;

5. hwayana.

***

Omega Bote, Form 3, Parirewa High, Domboshava – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana;

3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. hwayana.

***

Washington Pakarimwa – 1. Dimbwa; 2. Nhembe; 3. Mupurwa; 4. Gombo; 5. mhiripiri.

***

0773 351 419 – 1. Chinono chinengwe bere rakadya richifamba; 2. Muzivi wenzira yeparuwava­re ndiye mufambi wayo;

3. Chenga ose manhanga hapana risina mhodzi

***

0773 351 419 – 1. Chinono chinengwe bere rakadya richifamba; 2. Muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo; 3. Chenga ose manhanga hapana risina mhodzi; 4. Mwana washe muranda kumwe;

5. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara;

***

Agness, Mutoko – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. Hwayana.

***

Oscar Samusi, Juru Growth Point paBhora – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. Mhuru; 4. Nhiyo; 5. Hwayana.

*** Takudzwa Kanga Chadzuka, Grade 6, Hungwe Primary School, Mhondoro – 1. Tsvana; 2. Nzvenzvana; 3. mhuru; 4. Nhiyo;

5. Hwayana. ***

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe