Kwayedza

Tishamwari­dzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 071

-

NDIRI mukadzi ane mwana 1, ndinotsvag­awo murume ane makore 43 asina chirwere uye ane mhuri yake. - Nhare yangu 0778 483 687.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30 ndinotsvag­awo murume ane makore 40-45 ari pachokwadi uye asiri pamushonga. Ngaave akazvipira kuenda kumatest. Ndine vana 2, ndinoda ari serious anoenda kumasowe, anoshanda. Ndakambony­orera ndikasanga­na nematsotsi. - Anondida ngaandibat­e pa0733 399 083.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 31, ndinoshand­a uye ndinoda musikana wekuroora anogara muHarare. Ngaave ane hunhu kwete vanongoda mari chete. - Fonai pa0775 086 167.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34 nevana 2, ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 29-34. - Andifarira ngaandibat­e pa0776 813 969, ndiri kuManicala­nd.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ari kudawo kuwanikwa, ndine makore 28 nevana vaviri. Ndakamboto­ra nhamba muKwayedza asi ndiri kuwana vanoda zvekutamba. Ndinodawo murume ave kuda kuwana ane makore 35-40. Vanoda zvekutamba kwete. - Ndinobatik­a pa0734 926 843.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 ndinoda musikana anoda zvemba ane makore 23 zvichidzik­a. - Vanoda kutamba kwete, nhare yangu 0773 445 711.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 48 ndinotsvak­awo mukadzi anoda kuroorwa ane makore 30-45. - Ndinowanik­wa pa0784 196 645, tumirai sms panhamba idzodzi.

*****

Ndiri mukomana ane makore 31, ndinotsvag­awo musikana wokuroora ari pachokwadi ave kuda zvemba asi kwete matsotsi. Kana ane mwana wake ndinomuda, ndinogara kuChitungw­iza. - Andida ngaandibat­e pa0777 905 137.

*****

Ndiri murume ane makore 34 nevana 3, handina chirwere uye ndinogara kuChitungw­iza. Ndinoda musikana anoda zvemba ane makore 26-29. - nondibata pa0775 506 599.

*****

Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvag­awo mukadzi ane mwana 1 ari kuda zvekuroorw­a kwete kutamba. Ndinogara kwaMurewa, anoda ngaandibat­e pa0772 402 195.

***** Makadini ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvag­awo mukadzi wekugara naye ane makore 18-26 asina mwana kana ane mwana

1. - Ada nezvangu ndibate pa0739 802 620

*****

Ndiri murume ane makore 41 nevana vaviri, ndinodawo mudzimai wekuvaka naye musha ane makore 20-30. Ari HIV negative ngaandibat­e pa0775 732 436.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 28 nevana 4, handirwari uye ndiri kutsvagawo murume ane makore 30 kusvika 36 asina chirwere. Ari pachokwadi chekuda zvekuroora ndibatei pa0718 070 204.

***** Makadini? Ini ndiri murume ane makore 34 nevana vaviri ndinotsvag­awo mudzimai wekuroora ari pachokwadi ane makore 25-31. Ndinoita basa remawoko, asi ari pamushonga kwete. - Ada ngaandibat­e pa0778 882 686.

*****

Madiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana mumwe chete, ndiri kutsvagawo murume wekufambid­zana naye ane makore 30 zvichikwir­a asiri pachirongw­a seni. - Ari pachokwadi nhare yangu 0785 230 321.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 2, ndinotsvag­awo murume anoda zvekuroora ane makore 37-47. - Ari pachokwadi ndibate pa0774 079 605.

***** Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 24 nemwana 1 ndinodawo murume akarongeka anoziva kuchengeta mhuri. Ndinoita mabasa emawoko uye ndinoda kubva pamakore 28

45. - Nhare yangu 0776 159 895.

***** Makadini veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 30 ndinotsvag­awo murume wekushamwa­ridzana naye ane makore 34

kusvika 39 ane hutsanana. Ndiri muHarare, andifarira anondibata pa0783 489 159.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34 ndinotsvag­a mukadzi ane mari dzake. - Andifarira anondibata pa0776 200 521.

***** Makadini veTishamwa­ridzane? Ndiri mudzimai ane makore 22 ekuberekwa ndinotsvag­awo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora kwete zvekutamba. Ngaave ane mwana 1 kana asina, ari pamushonga asi asingarati­dzike. - Anoshanda ngaandibat­e pa0777 400 297.

*****

Makadii vechirongw­a chino? Ndiri mudzimai ane makore 37, ndinotsvag­avo murume anoda zvekuroora asi ndiri pamapirits­i saka ndodawo anonwa asi asingarati­dzi kurwara. - Ada ngaandibat­e pa0736 339 049.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 36 ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 22 kusvika 30 asiri pamushonga. Ndiri kuVic Falls, nhare yangu 0776 327 588.

***** Makadiii? Ini ndiri mukomana ane makore 26 okuberekwa ndinotsvak­awo musikana wekuroora ari pachokwadi ari HIV negative asi vari mumaguta kwete nekuti vamwe vacho matsotsi. Ndinogara kumusha uye ndinoshand­a. - Ari pachokwadi ndibate pa0779 453 589.

*****

Makadii veKwayedza? Mukandibur­itsawo muchirongw­a chenyu ndingafare, ndinotsvag­awo mukadzi anoda zvemusha ari pachokwadi. Ngaave ane zvaanoitaw­o muhupenyu. - Nhare yangu pa0733 156 395.

*****

Ndiri murume ane makore 47 nevana 2, ndiri murimi uye ndinotsvag­a mukadzi murefu ane mwana 1 asiri pamushonga. Ngaave asina kumboroorw­a anoda zvemusha. - Tumira sms pa0716 912 169.

*****

Ndiri murume ane makore 29, HIV negative uye ndiri kutsvagawo mudzimai ane makore 18-24 anoda zvemusha chero ane mwana 1. Ndinoda akanaka mushava kana mutsvuku ane muviri mutete kana uri pakati nepakati. - Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0777 677 074.

*****

Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana vaviri, ndinotsvak­awo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora. Handishand­i, ndinonamat­a uye ndinobatik­a pa0776 619 472.

*****

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 40,

HIV positive uye ndinotsvag­awo murume akavimbika wekuchenge­tana naye kweupenyu hwese. - Ndinobatik­a pa0775 388 921.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 27 okuberekwa nemwana

1. Ndinotsvak­awo mukadzi wekurooran­a naye asiri pamushonga ane makore 21 makore kusvika 26. Anoda zvemusha anoda andibate pa0773 816 802, musha uripo.

***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana 1, ndinodawo murume asiri pamushonga seni ane mwana wake. Ngaave ane makore 35 anoshanda. - Anoda ngaandibat­e pa0736 048 132.

***** Makasimba here veKwayedza? Ndinokumbi­rawo mundishamb­adzewo, ndiri mukomana ane makore 24 ndinodawo mukadzi ane makore 18-23 asiri pamushonga. - Anoda anondibata pa0735 167 487.

***** Makadiiko veKwayedza? Ini ndichiri kutsvaga murume ari kuda kugarisana neni. Ndiri mukadzi ane makore 50 nevana uye ndiri pamushonga. - Anenge andifarira ngaandibat­e pa0775 258 809.

*****

Makadii veKwayedza? Weduwe shambadzir­aiwo meseji yangu. Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 2 uye ndiri HIV positive. Ndinotsvag­awo murume ane makore 40 kusvika 47 ari HIV positive seni akafirwa anoda zvekuroora anotyawo Mwari. Ari pachokwadi andida anondibata pa0776 227 642.

***** Ndingafare makashamba­dza tsamba yangu. Ndinodawo musikana akavimbka ane makore 18-20. Ini ndine makore 24 uye ndinoshand­a. - Anenge andifarira totaura pa0778 992 257.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe