Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza - - Tishamwaridzane -

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudzei kuti muimbi watakaburitsa papeji rino, uyo anove munhukadzi ari shasha yekuimba musambo weSungura munyika muno, ndiani.

Mhinduro ndeinoti PATRICIA “TETE PIPILO MANJENJENJE” MAKUSHA.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevaverengi:

Mai Ngaa – Mai Vagoni, Karoi.

Diana Samukange – Mai Dutiro, Goromonzi.

Selma Mtukudzi – Yeukai Matinyarare, Mutare.

Mercy Mutsvene – Wilbert Katanda, Banket.

Hope Masike – More Kangora, Epworth.

Tete Pipilo – Cromwell Muzanenhamo, Dinhidza Mine, Buhera.

Mai Nga – Mai Garantiya, Chiedza.

Mercy Mutsvene – Kudakwashe Makanjera, Chitungwiza.

Tete Pipilo – 0783 278 022. Tete Pipilo – Kudakwashe Matoro, Dangamvura.

Guspy Warrior 0776 790 969.

Tete Pipilo – Tinomutenda Mtariswa.

Joy Simeti – Phil Machekeche, Belgravia.

Fungisai Zvakavapano Mashavave – Blessing Madziwa, Chitungwiza.

AKAHWINHA:

Tinomutenda Mtariswa svika kumahofisi eKwayedza ari paHerald House, muHarare uri musi weChishanu uzotora mubairo wako.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.