Bhora mutambo

Kwayedza - - Nhau Dzevarimi -

VAVERENGI vanofarira nhabvu, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weChibuku Super Cup quarter-final pakati peShabanie Mine neCAPS United uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemitambo yePremier Soccer League yaiveko svondo rapera:

Baba Vimbai paDickson, paDomboshava - Dynamos 2 Harare City 0, Highlanders 1 Chicken Inn 0.

***

Mudhara Gonyeti, Tanganda Halt, Chipinge Dynamos 2, Harare City 0, Chicken Inn 1 Highlanders 0.

***

Mai Masera - Chicken Inn 1 Highlanders 0.

***

Chikuza Mugwaze, Toky0 (Mutoko) - Harare City 3 Dynamos 2, Highlanders 1 Chicken Inn 1.

***

0777 947 619 - Dynamos 2 Harare City 1, Chicken Inn 2 Highlanders 2.

***

Gibson Makitsi, Greendale North, Harare - Dynamos 2 Harare 1.

***

Robert James, Goromonzi - Dynamos 2 Harare City 0, Chicken Inn 0 Highlanders 0.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.