CHISHONA CHAKANAKA

Kwayedza - - Denhe Reruzivo -

Sharon Mwineya, Hatcliffe – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Nhanga.

Nicolas Bhaka – 1. Munhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Hanga.

Raphael Katsande, Rugare Kambuzuma, Harare – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi;

3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga Kimberly Matibiri, Grade 5, Milestone Academy, Waterfalls – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Tsapi.

Takudzwa Kanga Chadzunga, Grade 6, Hungwe Primary School, Mhondoro – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi;

3. chinu; 4. Gano; 5. Nhanga. Simple Takawira, Chi-town – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Nhanga.

Melinda Magara, Warren Park D, Harare – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

Akudzwe Masuka, 3D, Shingai Government School – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

Rejoice Zuzu, Form 1, Glenridge College – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Sanhu; 5. Nhanga.

Beven Zinyengo, Grade 3, Glenridge – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu;

4. Gano; 5. Nhanga.

Nyasha Hungwe, Grade 4, Seke 5 Primary School – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

Beyonzi Maira, Grade 4, Chirowakanwe, Mutare – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

Nickson Kasuwanda, Form 4, Chinyika Secondary School, Goromonzi – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

Stephen Chiyangwa, Shamva – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Nhanga.

Tendai Mukute, Grade 6, New Vision Academy, Budiriro 5B – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Nhanga. Tadiwanashe Denhere, Grade 4 – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Nhanga.

Devine Gondo, Eastview – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano;

5. Nhanga.

Edina Ngoshi, Grade 6, Nyakudya Primary – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga

Gladmore Kachere – 1. Aneta; 2. Mbudzi; 3. mvura; 4. Sadza; 5. Amai.

Moreblessing Bomba, Muguta High – Kumhanya handiko kusvika.

Tendai Mukute, Grade 6, New Vision Academy, Budiriro 5B – Mandikurumidze akadedza mandinonoke.

Gladmore Kachere – Mandikurumidzira akazvara mandinonokera.

Stanley, Hobhouse, Mutare – Mandikurumidze akazvakara mandinonoke.

0715 433 966 – Kumhanya handiko kusvika.

Takudzwa Kanga Chadzunga, Grade 6, Hungwe Primary School, Mhondoro – Mandikurumidze akazvara mandinonoke.

Rejoice Zuzu, Form 1, Glenridge College – Mandikurumidze akazvara mandinonoke.

Simple Takawira, Chi-town – 1. usakurumidze kumedza kutsenga uchada; 2. kumhanya handi kusvika.

Kimberly Matibiri, Grade 5, Milestone Academy, Waterfalls – mandikurumidzire akazvara mandinonoke.

Kudzai Ndagurwa, Budiriro 2, 0775 896 598 – Makurumidza kumedza kutsenga muchada.

Rangarira Zhou, Kadoma – Kumhanya hakusi kusvika, mandikurumidzira akazvara mandinonokera.

Titus Dhliwayo, Rusape – Mandikurumidzire akazvara mandinonoke, kumhanya hakuzi kusvika.

Kondowe Stewart, Marondera – Matikurumidzira akabara mandinonokera kana kuti kumhanya hakusi kusvika.

0774 006 991 – Mandikurumidzire akadana mandinonoke.

Remigio Maseka, Hatfield, Harare – Ndambakuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.

David Chadenga, Mugabe Primary School, Uzumba – Mandikurumidzira akazvara mandinonokera, kumhanya hakusi kusvika.

0773 011 381 – Mandikurumidzire akazvara mandinonokera.

0779 545 160 – 1. Waneta; 2. Mbudzi; 3. Mumvura; 4. Sadza; 5. Amai.

Mahachi Blessed kwaMutoko – Mhinduro inoti mandikurumidzira akazvara maninonokera.

0773 638 607 – Mandikurumidzre akadana mandinonoke

Godwin Chitutireni – Mhinduro: Mandikurumidzira akazvara mandinonokera.

Tanatswa, Mwanandishe Primary kuTafara – 1. Doro; 2. Hodzeko; 3. Rusero; 4. Chimukuyu; 5. Mufushwa

Faith C. Matonhora, Jonasi Secondary – Ngano: Mandikurumidzre akazvara mandinonoke.

Langton Chatsama, Watchfield Farm Plot 1, Mazowe – Mandikurumidzire akazvara mandinonoke.

Michele Kamuti, Chitungwiza – Kumhanya handiko kusvika.

0778 066 211 – Kumhanya hakusi kusvika.

Devine Mukunga, Mupfure Primary – Ko pachiShona mwana anozvarwa ane sikarudzi mbiri anonzi chii?

Mudhara Bhosha – Mandikurumidza akazvara mandinonokera.

Vongai Hillary Masuka, Form 3, Zengeza High – Mandikurumidzire akabara mandinonoke.

***

ZVEKUITA SVONDO RINO:

Mavara akakanyaniswa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Uchishandisa rubatsiro rwemazwi anotsanangura akapihwa, ronga mavara akakanyaniswa kuti areve chinhu.

1. amkba – kapuka kane makwati

2. brmai – kapuka kasina muswe

3. aakh – kapuka kane makwati

4. sdiint – kapuka kanogara mumhango

5. ostor – ishiri inozivisa kune huchi kana njodzi

Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

***

VAKAHWINHA: David Chadenga wepaMugabe Primary School, kuUzumba naVongai Hillary Masuka wepaZengeza High svikai kumahofisi eKwayedza ari paHerald House, muHarare chiri Chishanu muzotora mibairo yenyu.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe

© PressReader. All rights reserved.