CHISHONA CHAKANAKA
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@ zimpapers.co.zw kana patrick. shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
** *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Mavara akakanyaniswa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Uchishandisa rubatsiro rwemazwi anotsanangura akapihwa, ronga mavara akakanyaniswa kuti areve chinhu.
1. amkba – kapuka kane makwati (kamba)
2. brmai – kapuka kasina muswe (mbira)
3. aakh – kapuka kane makwati (haka)
4. sdiint – kapuka kanogara mumhango (tsindi)
5. ostor – ishiri inozivisa kune huchi kana njodzi (tsoro)
** * ZVAKABVA KUVANA: Tatenda Tamboona, Grade 7, Pro Academy, Waterfalls –
1. Kamba; 2. Mbira; 3. Haka; 4. Tsindi; 5. Tsoro.
** * Melinda Magara, Murinye Daitai Secondary, Masvingo –
1. Kamba; 2. Mbira; 3. Haka; 4. Tsindi; 5. Tsoro.
** * Percevearance Kuyerawashaya – 1. Kamba; 2. Mbira; 3. Haka; 4. Tsindi; 5. Tsoro.
*** Courage Takawira, Nyanyadzi Primary School – kusvika.
*** Courage Takawira, Nyanyadzi Primary School – 1. Nhekwe;
2. rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.
***
0785 788 204 – 1. Kamba; 2. Mbira; 3. Haka; 4; ?; 5. Tsoro.
*** Gladmore Kachere – 1. Kamba;
2. Mbira; 3. Haka; 4. Sinti; 5. Tosor.
*** Belinda Kanhukamwe, Patchway, Kadoma – 1. Kamba; 2. Mbira; 3. Haka; 4. Tsindi; 5. Tsoro.
*** Cephas Chigwanda, New Mabvuku – 1. Kamba; 2. Mbira; 3. Haka;
4. Tsindi; 5. Tsoro.
*** Tendai Mukute, Grade 6, New Vision Academy, Budiriro 5B – Mbeva zhinji hadzina marishe.
*** Tendai Mukute, Grade 6, New